Zimdancehall star Jah master talks about his music Deals with passion java Posted by Zim Reality Eye Tv | Nov 18, 2021 | Youtube | 22 | source Share this:FacebookXLike this:Like Loading... Related
Linda Mupondi on November 19, 2021 at 8:14 am Pawakango Tanga kupusiswa na Java handichatoku farire mupfanha iwe wapera , kubva pawqka pfekedzwa chi jucket che mbada pana hello mwari wakabva wapera Reply
lamecknews? on November 19, 2021 at 8:24 am -aaaaaaa haaaa kaatibvire kaJar master anopenka uyoooo akushandiswa kuti ataure zvaari kutaura kudai nekuti kakapuhwa mari Reply
lamecknews? on November 19, 2021 at 8:27 am Benzi Jah master we are all going to hate you becoz of Java Reply
Lucia moyo on November 19, 2021 at 10:21 am Uyu takamumaka sekona ye latto duzvi dofo wakamborova fun yako iwe .uchasvinura wamama dhongi Reply
Blesam Blesam on November 20, 2021 at 9:01 am Washaiwa nyaya here wapiwa mari najava kuti uvuye palive kuti upedzere vanhu data zero iwe Reply
Platinum Channel on November 20, 2021 at 5:07 pm You are now mature young man…keep it up Sheckem endorses you any day Jah Master Reply
Shamiso Mavhuru on November 21, 2021 at 4:23 pm Iwee jah master be independent do your own things siyana naprophet unopera usati vatanga Reply
Barnabas Ndira on November 23, 2021 at 4:08 am Hapana chauri kuona kana 1 u going nowhere naJava. Shocked kuimbira kubhadharirwa bail unfocused youth Reply
Hanzii chii
Pawakango Tanga kupusiswa na Java handichatoku farire mupfanha iwe wapera , kubva pawqka pfekedzwa chi jucket che mbada pana hello mwari wakabva wapera
-aaaaaaa haaaa kaatibvire kaJar master anopenka uyoooo akushandiswa kuti ataure zvaari kutaura kudai nekuti kakapuhwa mari
Jah master ibenzii chairo
Benzi Jah master we are all going to hate you becoz of Java
Huhu?
Uyu takamumaka sekona ye latto duzvi dofo wakamborova fun yako iwe .uchasvinura wamama dhongi
mufana hapna chaunoziva
Akushandiswa naPassion uyu
Uyo idofo
Washaiwa nyaya here wapiwa mari najava kuti uvuye palive kuti upedzere vanhu data zero iwe
Siyana na java uchapera sana uncle Eptan
Yet another lost &confused soul, so sad!!!!
You are now mature young man…keep it up Sheckem endorses you any day Jah Master
Uyu anorwara uyu
Usatungamirwa nebofu mafana.
Iwee jah master be independent do your own things siyana naprophet unopera usati vatanga
wy vanhu makavenga Java
Hapana chauri kuona kana 1 u going nowhere naJava. Shocked kuimbira kubhadharirwa bail unfocused youth
Une noise boy … You not making any sense
There's lot of platforms ???
Dancehall yakudhara ndeipi..wakufarisa