About The Author
Related Posts
22 Comments
Leave a reply Cancel reply
Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Hanzii chii
Pawakango Tanga kupusiswa na Java handichatoku farire mupfanha iwe wapera , kubva pawqka pfekedzwa chi jucket che mbada pana hello mwari wakabva wapera
-aaaaaaa haaaa kaatibvire kaJar master anopenka uyoooo akushandiswa kuti ataure zvaari kutaura kudai nekuti kakapuhwa mari
Jah master ibenzii chairo
Benzi Jah master we are all going to hate you becoz of Java
Huhu?
Uyu takamumaka sekona ye latto duzvi dofo wakamborova fun yako iwe .uchasvinura wamama dhongi
mufana hapna chaunoziva
Akushandiswa naPassion uyu
Uyo idofo
Washaiwa nyaya here wapiwa mari najava kuti uvuye palive kuti upedzere vanhu data zero iwe
Siyana na java uchapera sana uncle Eptan
Yet another lost &confused soul, so sad!!!!
You are now mature young man…keep it up Sheckem endorses you any day Jah Master
Uyu anorwara uyu
Usatungamirwa nebofu mafana.
Iwee jah master be independent do your own things siyana naprophet unopera usati vatanga
wy vanhu makavenga Java
Hapana chauri kuona kana 1 u going nowhere naJava. Shocked kuimbira kubhadharirwa bail unfocused youth
Une noise boy … You not making any sense
There's lot of platforms ???
Dancehall yakudhara ndeipi..wakufarisa