South Africa / Zimbabwe Reggae Dancehall Riddim Produced By Taiwa Nation Records +27 71 617 1222 / Single Jay +27 67 766 5089 & Aya T +263 71 578 6306
Featuring Tiksen & Sarchieman, Lady Dee, Bee Fire, Titsoman, Bizi, Master Bling, King Malisanga, B Man, Zhet Master, SPD Chimhemba, Sarchieman, Tiksen, Yutman C & Master Bling, Vinceman, Empress Conny, Elder Lee & Lyon Star
Special thanks to Boss Shumba , Mama Shumba & GhettoCrown King. “Charumbira Chipambi Riddim’ Coming Soon
source
im first mfs
maartist haana chipo aya
xenophobia irikuzviziva hre izvi……
At a mdomadofo manje????
rabaka pa feya levo re taiwa
Iiii gudumu_gudumu boe here boiz…..
Sarchiman bettr ther
sachieman zvazvinhu keep that up
Hot
Vakashaya vafana ava
Ma riddim akaridzwa pamwe nekuimbwa longtime ago
Iyi isungura not dancehall
guys zvinhu zvakaoma musambise nguva nemabundles. tengesai ma banana
Kkkkkkkkkkk
Ma riddim akadayi achiri kugadzirwa mmm
Rabhishi
Sachieman chete apa, vamwe vese 3%
First track wz dope
Vanorohwa havo nema beer
sooo 2013
Twabam,Hot,Mativhundutsa Makanyanya Ndimi vanhu vacho kkkkkkk.
Empress vakaramba vakashinga vanogona
https://youtu.be/o0s1bgHyYmk
Mariddim ana levels, Pseude, PTK etc popularly known as zvigubhu kare kare vasati vakuziva makeys
Nowdays they're sounding ? pretty cool
Mabeats asina kutsetseka aya
But Aya T ati garei mugame expected fine, mature strings from him
#dissappointed
Tiksen ma1
Musangoise vanhu vese vese pama medley apa vamwe vanenge vakaimba nyemba akaaa tovhunduka ka kuvhundutsa vanhu
maridim aya ndipo pakati zimdancehall
Ok sei muchiita zvinhu musina Chipo..?
Zendekera
blot haana kubatika gys???
Zhet master ???
Love lady Dee
Tsvagai mabsa not izvi
King malisanga i see u deh mi bredda?