#Souljahlove #souljahlove2021 #souljahlovenews #souljahlovelatestbews #souljahlovehouse #souljahlovebiography #souljahlovemusic #souljahlovelive #souljahlovenashtv #souljahlovevideos #souljahlovemutoriro #souljahlovemp3 #souljahlovemusic2020 #souljahloveinterview #souljahloveandsehcalaz
source
May his soul rest in peace
Hero sauro
Fambai zvakanaka big bro Sauro …. RIP
So painful King Sauro????
So painful rest in peace Soul Jah love.
May your soul rest in peace
Waradzisa sauro
Pamamonya ipapo,mwana wastembeni
Rest in peace sauro
Zoroora nerugare CHIBABA basa wakapedzera
Chikorobho chakachinja kuita Gucci
Yu takes talent not money to mourned like this .. chibaaaaaa
Sauro you meant every word deeo down from your hear, vanondida vachauya kuzondichema kana ndafa. Zvaonekwa Chibaba Good Night will miss your messages and lyrics
Mwana wastembeni vanhu vaikuda hako
famba zvakanaka chibaba
So painful rest in peace chibaba ???
Pasi pano kutandara shuwa.. R.i.p chibaba
May his soul rest in peace……Zim kartel
Varidzirei pfuti popopopo Chibaaaa RIP
When a peoples hero dies, that sendoff is soo vigorous. Rip Sauro
Hanzi haridzike ani asipo ??♂️
1 mnhu akavhurira vanhu vese mudzimba kngange vari mlockdown ktaridza kurwadiwa kwemoyo yavo
Sauro zvinhu kwete chinhu may your soul rest in peace chibaba @ 21 guns salute to the music icon
Rip chi baba
Zororraa murugaree Sososo Souljah love
The background song makes it more painful
21 unodziziwa here iwe
R I P . I do t see the reason for a gun salute waisting bullets so sad
R. I. P king wemangoma
Mbinga dzema shuwaldo zororai chibaba
Sauro arwadzisa
This is hrtbrkin,a true icon is gone.H mnt a lot to a lot of ppl
Rest in peace soul jah love…sohlala sikukhumbula besokuyi sikhathi my brother
mwana wastembeni even in the grave
R.I.P chibabababa chacho we miss you already
Dai Mwari vakati munhu anomuka nekuchemwa dai tinaye Soul,akarwadza
Im still in pain. I realy love this youngman
I'm still in pain ???rest makuruwani we miss you makarwadzisa panemu pfana arikuzvita chipoko chenyu ndimi here or ma drugs hake kana dzirimbanje plzz rovai Mambama as inga wone adzidze kuita respect