Soul Jah Love Funeral | Bestfriend ManaMana Speaks Posted by NashTv | Feb 17, 2021 | Soul Jah Love | 21 | source Share this:TwitterFacebookLike this:Like Loading... Related
Fortunate Futie on February 19, 2021 at 8:41 pm I thot ndini ndega ndazviona kty Presentr anoita Energy kudaro uchiita lnterview yerufu.lmi vanhu veNash Tv itai zvinhu kwazvo ,be sensitive kuvanhu vari kuchema aaah Reply
Fortunate Futie on February 19, 2021 at 8:44 pm Kunge munononga maPresenter ayaa,same neumwe akaita Ricardo musadaro Nash Tv Reply
Tutsirai Mwanaka on February 19, 2021 at 11:23 pm Nhai ana Mana Mana mungagara nemunhu 3 days asingadyi here. You neglected him Reply
Tinashe Chidziva on February 20, 2021 at 8:19 am Good question Mr Reporter musabhaizwe nemadinga anoda kudzikama nhema, its your job to ask questions whose response might trigger trending news. Reply
gerald chaya on February 20, 2021 at 11:29 am Ma youth akufanirwa kuitirwa plan . life ye ma drugs iyo ma1 Reply
mallon munyaradzi on February 20, 2021 at 7:15 pm i have no doubt you were truly his best friend, hanzi hatidi kupomera vanhu ndezvaMwari… soul jah aisa pomera kana kunongedza munhu. pakaipa mamwe mavanga haapore Reply
Craving Poetry on February 20, 2021 at 11:07 pm Go well Sauro, may your soul rest in eternal peace Reply
Barü jany on July 18, 2021 at 12:24 am Did some people get happy when the Boyz in Zimbabwe? I feel sad for soul jah. I just know him an hour ago through Utube Reply
I thot ndini ndega ndazviona kty Presentr anoita Energy kudaro uchiita lnterview yerufu.lmi vanhu veNash Tv itai zvinhu kwazvo ,be sensitive kuvanhu vari kuchema aaah
Kunge munononga maPresenter ayaa,same neumwe akaita Ricardo musadaro Nash Tv
Kuita kunge urikudeedzera bhora, ?
Manamana akarohwa nezvinhu
Nhai ana Mana Mana mungagara nemunhu 3 days asingadyi here. You neglected him
Reporter muisei kuPainting
Nash Tv what kind of rubbish presenter is this
Good question Mr Reporter musabhaizwe nemadinga anoda kudzikama nhema, its your job to ask questions whose response might trigger trending news.
Ma youth akufanirwa kuitirwa plan . life ye ma drugs iyo ma1
Rest in power makuruwani
i have no doubt you were truly his best friend, hanzi hatidi kupomera vanhu ndezvaMwari… soul jah aisa pomera kana kunongedza munhu. pakaipa mamwe mavanga haapore
very good speaker sahwira
Go well Sauro, may your soul rest in eternal peace
Ma1
Mana mana wagona kudaira hands up ❤️❤️❤️❤️?✅
reporter idhodhi. ndapedza
is this the man married to Soul's sister?
Manamana bigup bro… RIP soul jah love
Talliban
haaaaaa ma1 chibaba vaenda
Did some people get happy when the Boyz in Zimbabwe? I feel sad for soul jah. I just know him an hour ago through Utube