Haaa kugona makugona asi one inopedza masports than dzakawanda hapana musiyano wandinoona inini hangu nekuti dzese imbira asi dai rimwe riri guitar pamwe
Ok…nice but mukutsmbisa mbira dzacho…Mapfumo anembiri yekuti anoridza zvembira izvi but iye hsndisati ndambomuona achiridza…Koffi anembiri yekuimba asi iye anongowanzotaura hake…my Point now is…employ more mbiea players..zviriko zvimachembere zvisingatombode kuxivikanwa asi zvinoridxira kunakidzwa…that way mbira dzenyu ndinoita mutinhimira nemaungira….apa manje mukuita kunge mukudzidzira imi muchigona ..why because the sound is not rich and complex…hadzisi kudairana
Mudhara makaipa
??????? chakaipa ndikutombodawo challenge nembira dzenyu
Makumberi JP munorova mbira
Amazing stuff
Nice one
Haaa kugona makugona asi one inopedza masports than dzakawanda hapana musiyano wandinoona inini hangu nekuti dzese imbira asi dai rimwe riri guitar pamwe
The name says it all Mukudzeyi. From humble beginnings
Mbiri kuna jaaah
Mbira dzndipinda pamoyo
Awesome ?? thank you for sharing your gift with the world ?