jah prayzah Svovi yangu

Overview

Listen

Lyrics

Main results

Wagwizi!
Ayo Young D
You Got Dat
Checker kana ndakacheka mucheka
Bokola
Kana ndichifamba na darlie wangu
Setter
Vasikina vakunzwa nyota
Bokola
Twunhu twandinoita na Darlie Wangu
Svovi yangu
Tichangofamba tirimunzira imweyo
Svovi yangu
Tichangoita chero zvadiwa ne hana
Svovi yangu
Tichangofamba tirimunzira imweyo
Svovi yangu
Tichangoita chero zvadiwa ne hana
Sunga sungano
Kuti nga nga nga sunga
Kiya
Kana mbambamba
Kiya
Nhongai nyama
Vasikana ndati inwai mhamba
Kufara idama
Vakomana ndati chinjai mupaka
Huuh
Halla kana wandigaya
Halla
Tamba zvinyoro nyoro semukaranga
Eh hee eh eh
Gaya gaya
Eh hee eh eh
Ukanditsvinyira uchandigaya
Eh hee eh eh
Gaya gaya
Svovi yangu
Tichangofamba tirimunzira imweyo
Svovi yangu
Tichangoita chero zvadiwa ne hana
Svovi yangu
Tichangofamba tirimunzira imweyo
Svovi yangu
Tichangoita chero zvadiwa ne hana

source