THIS VIDEO IS STRICTLY FOR PROMOTION & NOT TO BE SOLD.
All Featured Content Is Monetized By The Respective Copyright Owners & Record Labels. If you have any problem with copyright issues, please CONTACT US DIRECTLY before doing anything, or question please WRITE / CONTACT US: godfreymash98@gmail.com Prd By Fyah King
#ripsouljahlove #souljahlovembiya #SoulJahLoveNyuchi #Chibaba
#souljahlovekanandafa #souljahlove #passionjavarecords #bountylisasongs
#TributeSong #NyuchiSoulJahLove #souljahlovesimudzagumbo
source
Sauroooo wavaremera kwese kwandasvika ndosiya ndavapedzeraaaaa???????????we are still in pain mwana wastembeni
May your beautiful soul Rest In Peace ✌️ tinotenda nemusic yako ???you were number one ☝️
Sauro zvaazvinhu arikuva shungurudza arimapfupa kudaro munhu uyu airema mhan nanhas hapana arikukwanisa kumudarika sauroooo
Continue to rest in peace Sauro makuruwana wakafa washungurudza loved ur songs waita kunge kuimba hupenyu wangu will always be missed makuruwani
RIP
…pane twakashereketwa asi kungoti ndakachengetedzwa?
?????
SOJA Dee chipindawo mumwe Wangu wakaipa wani!!!
RIP
???????….imika imi…?
Takapinda Tikabuda Takahwinha
The 2pac of Zimdance Hall… Ngwendeza!!!
True story i remember ndichinzi handina basa but vakazoshamisika one day when suprised them when the bill was on me pafuneral thats when they start recognising me when i was on my back from the funeral ndakakwidzwa hama dzaindishora ndakarova song iyi kusvika kumba haa journey iyoyo yakavarebera in life never judge someone pamwe zvinenge zvisaita life unotokwira uchidzika# respect
huh mpfana ano ndirwadza mhani uyu ?
this is deep. King of dancehall sauro if you don't have jelas is like
Mwari makaita kuda kwenyu, zorora murugare Sauro?
zvinotyisa
Vangani vamaka nyudza…. Heavy ngoma Rip Rasta
Zvimwe hazvibvunzwe hazvo but Mwari makatirwadzisa!!!!!!!!!!!
#conquering boss
Are sure Gwendeza aka Makuruwani vakafa. Ndakufunga kuti otherwise. vakutsikisa everyday nyangwe vakafa. Continue to RIP my Hero
Soja Dee avo vanorira wo futi.RIP Ngwendeza???
Zorora hako murugare Sauro
Munondibata chibabababa ndikafunga zvinondibata Sauro ngomadzenyu ma ndiri 4life