#ndungeyut #zimdancehallartist #ndungesongs #ndungelatest #zimdancehallvideos #zimdancehallmedley #chilsportrecords #djfantanchilspot
Zimdancehall artist Ndunge yut otanga kupenga zvinosiririsa watch his Emotional Video (2021)
source
#ndungeyut #zimdancehallartist #ndungesongs #ndungelatest #zimdancehallvideos #zimdancehallmedley #chilsportrecords #djfantanchilspot
Zimdancehall artist Ndunge yut otanga kupenga zvinosiririsa watch his Emotional Video (2021)
source
Big up
Dj sparks
hello dj
iko kuti ndunge ndokuti chii vafana msangotora mazita amusingazive kwaakatangira
Mazita amunozvipa anokupfukorai
Why angonanga iyoyo chete pamota zhinji dzese
Haasi majokes here ayo
Guys
Skiri rebasa
Akarohwa ne zvidhoma zva ndunge seniour
Zita rekuti ndunge akarowanepiko.Ngaasiyane nekunzi Ndunge ndizvo zvaakumupengesa.
Ma stupid moto tora video pakadai.
Haaa ma 1
Siyanai nekubatiswa mishonga vapfana muchinyeperwa kuti ndokuti mubudirire muchapenga mese kukara mari sezvinonzi makazvarwa nayo
Akomana nyatsotsvagai nyaya chaiyo. Endai monobvunza. Wondibvunza ndikuudze kuti chii.
So touching
Sparks hakuna munhu anobvuma kuti ndorova ma drugs munhu wese anongo ramba .. Mutoriro uyo ndo Guka manje iro
umm ma1?
Hanz akati handirove madrugs lol…. Zviriko here ?
Please vana regai ma drug
Ma1
Dressing yako iri low shame
mazita en'anga hatambwe nawo wangu chinja Zita iro
Nhai iwe ndunge
Mà1 aya
"Ehe nhaiwe ndunge eh nhaiwe ndunge mukasadzoka muchaita ndipenge" akaimba wani
Mface uyu akutoda help hombe uyu munhu akatoraaikirwawo namai vake kumashure uku maybe akutosngana nezvakawanda zvikumunetsawo
Iye akaimba ndopenga ndopenga kaini
Ende kamupfana kanoimba aka
Ma 1 zim