Perfomed by Freddy Manjalima (Kapfupi), Anna Chibaby Honde ,Precious Kabrito (Mai Ngaa) & Tafadzwa Beni (Dj Shugeta )
Location – Epworth Zimbabwe
Shot by – Simbarashe Mhandu (Swizz S.A.P )
Script by – Kapfupi
source
Perfomed by Freddy Manjalima (Kapfupi), Anna Chibaby Honde ,Precious Kabrito (Mai Ngaa) & Tafadzwa Beni (Dj Shugeta )
Location – Epworth Zimbabwe
Shot by – Simbarashe Mhandu (Swizz S.A.P )
Script by – Kapfupi
source
Team redu
Kkkk mukavirwo wembwa
Achikwete kana kumajokosi mogona vaKapfupi
?????Kapfupi stress yako ndeyei iwe wange uchidongorera mai Pinky??????????????????????????????????
Wabanjwa umehlo mehlo ??????umshaye mainini
Anogona manje vese watching from UK London welldone guys do more
Anna wekuSpinner
Kapfupi ndizvo
?????? very disappointed kkkk kwese flat ?????
Kt varikundiona here
Kkkkkkk hanzi Dai matondipa help, ndine stressssss
But Legend bho here? ? ?
Marabhaa arip kuti zvinakidze
Welldone Anna
Nice
kapfupi so kaa! hanzi ukuflat lol
I am very disappointed#iron board#slenders werayu??
Mazimbo munofanirwa ku improver panyaya dzeku ekita makasara zvakanyanya wonaiwo zvirikuitika kunedzimwe nyika senge south african vanoita ma reality anonakidza zvakanyanyisa manje zve Zimbabwe zve mafanizi izvii zvakasara ndezvakare zvema drama izvii plz guys we need something better now
All flat pwaaas
https://youtu.be/_whz7N1TORQ honaiwo this video ????
Kkkkkkkkkkk pakaipa
Kapfupi anogona
Kkkk ndine stress
…uku flat…..uku flat….!
Kkkk Kapfupi is addicted with acting.
Ikapfupi ungabva wakika imbwazvekudaro here
lol
Kkkkk kapfupi
???????????
https://youtu.be/vCQU9QdF91E
Ndaspakwa nhasi????????shegeta
Kapfupi kubhutsura imbwa??
Kkkk shiii shat up kkkk legend hre ???? vaona muriwo
Waspinira mahara ????