Copyright © Zimcelebs Tv
Sponsored By Bachelors Republic
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed or transmitted in any form or by any means including recording, photocopying or other electronic or mechanical methods, without prior permission from the publisher, except in the case of brief quotations embodied in critical reviews and certain non commercial uses permitted by copyright law.
Follow Zimcelebs on Facebook ➡️ https://rb.gy/um1w0g
On Instagram ➡️ https://rb.gy/alwah3
source
Mabhanduru na chama kuvangu
smart smart CHAMA naMABHANDRUUUU
mazogara munhu wese anoda kamari kuti atsvukire, ungazoti ndiye mabhanduru weskurubhande, Big up BaTichafa naCHamakuvangu
❤??
Handruuuuu
Papi pacho Chama na Jah mukupisa holy holy holy…..Aloooooo
Too much pride man# wakurumidza mhani.
Hanzi Freeman ndomaonero ake ende Pht Passion vakuda kusimudza ma brands avo…… une 1 hit song but wakutoda kupisa vanhu vanofanirwa kunge vachri kuratidza gwara.
Pasangana zvidhakwa!!???
???maCeleb edu ma1
Jah master unekakupaparikaso matauriroako dzikamisa hana bcz so far so gud you have 1 hit song garapasi seat down
Masutu bhoo here?
Jah Master get rid of pride yaakuda kukubatai, inogona kuzokudonhedzai
Munhu anonzi Tocky ari humble n steady zvine kaku nakidza so.
nice
Boys mondigonera mese
hahahahahaha am speechless..Jah master uno sorta .. kana ari Tocky zvagara
tsvimbo tocky ndeyeyi
Tocky tsuura mfana uyo, dzungu ihobho apo
Nhai weduweeee???
Kune vakuti mpfana ane dzungu,do you know kuti dzungu irori ndorakaita mumuzive mupfana iyeyi.He was quite for so long kubva 2009 pasina anomuziva kubva paaita dzungu zvakabva zvabhadhara so siyai yut anakirwe
Confidence ne dzungu zvakasiyana
Jah Master exudes confidence
Apa achigona futi.. effortless voice
Mabhanduru….neNdandigo
Tocky is good at this ..plizz continue with this
Tocky very reserved … chilled …calm and humble
On point guys
Wooow I love this peace n love. I hate hatred. I love the conversation. You are looking good guys. Makafitwa
Jah Master is so energetic. Tocky is so chilled
Dzungu ririkutoita jar master ndiro chairo rinoenderana neage yakee
Katsvimbo baba kkikikkkik
Tocky had missed u
Tocky kkkkkk haaaaa ava madhara
Ita dzungu Jah Master i time yako enjoy vavengi ngavarwadziweeeeee ndezvavo ana freeman wakapera awo we want some new blood passion Java ndezvake futy mira wega iwe… Ita matune hobho zvinestrategy usaimba pese pese ana saskam varwadziwe avooo vano hetera stylan patan…. Hhuuuuuuhhhaaaaaaaa
Tocky achaboora matiles edu nekatsvimbo kake ako
prophet ngavabvisire jah master dzungu
saka Mwari vanofonererwei iye asingadi kuti vapindure
KKK crazy talents guys 2030 munenge muchipo in the entertainment industry
Pane Anakirwa nekubvumira Kwa Tocky seni?
I LOVE TOCKY INI kkkkk , he is my nmbr 1
????jah master vanenge vanga vakatodhakwa zvavo
Me love Tocky!!! JAh master, you’re coming up n me love that.
Tocky anogona kuyimba ane good voice
Kkkkkkkkk HKD vanotaura kwavasina kuswera , vakatowedzera manyepo avo hanzi ndivo vakanyora unoda mari … mukuru ngavapere zvakanaka ???
Haarg Host vedu vanochena but presentation yavo umm