#sehcalzvevo #sehcalaznewsongs#sehcaalzzimdancehall #zimdancehall2020 #sehcalazvssouljahlove #sehcalaz2020#sehcalaz2019 #mairaknight #sehcalazwife #sehcalazvideos #sehcalzvevo #sehcalaznewsongs #sehcalaznewsongs
Seh calaz Question why Vasikana Vachidanana ne Varume Ve Vanhu (zim celebs news 2020) story by djsparks Zimbabwe
source
Bol hre
Muchingwavha ngwavha ma latest mudhara sparks
Murume wemunhu anoziva kuchengeta twukomana twamazuva ano kungoda Lula Lula chete plus hatubudise bag
vanoda zvinhu
unochengeta kkkkk
Vanopa mari
Mabbe yemazuwano arikugonda mari chete
Haha pakaipaa
Chihure ndochodariso
Varume vevanhu ndovanochengeta bcz vanobva vatenderedzwa brain votadza kuisa masofa anooneka mumba
Vakudaa zvnhu vaskna vamazuvano too much of which isu ana boyz hatigoni kuzoprovider zvese zvechidiwa nababe waiziva
Chii chakunetsa
Zimusoro tenga masofa nxaa
Murume wemunhu anobhadhara maiziya
Varume vanonaka
DJ Sparks wekungwavha watadza kuti kungwavha ngwavha ne chi ndex
Cz vakomana vakaomera than murume vemunhu vanochengeta????
Vanobvuma kudika??
i dont know if someone said it yet buh the new cover for Zim Reality it lit keep it up DJ Sparks vanongwavha ngwavha latest
Vakomana vemazuva ano vanetudora ende havatogone kurider kwacho plus vakungoda kukwira chete vasingatombokutengerew kana etym zvayo???
varume vevanhu vanochengeta hpnachaunoshaya paari?vakomana 2mch kuomera
Coz they want money only
your boy
Varume vanochengeta mhanje kudarika vakomana.. plus vakomana vanofunga mbanje chete ????
problem boys rowandirwa 3/4 mababe so havape time vese
Ndovanoita havaomere bag
Ko why ivo varume vacho vachidanana nemabby vaine vakadzi hazvidairike izvi hakuna murume anonzi wemunhu
Ndoo vane Mari ka nhai Bhandit
Vakadzi husimbe dzidzai kushandisa njere nemavoko kwete pakati simbe dzevanhu