#propherttfredy #tfredy #zimcelebs #zimcelebrity #zimbabwe2020 #zimdancehall2020 #tfredysongs #tfredyalbum #tfredybag #tfredyvideo
Prophet T fredy Speaks in zim celebs Fashion (2020)
source
#propherttfredy #tfredy #zimcelebs #zimcelebrity #zimbabwe2020 #zimdancehall2020 #tfredysongs #tfredyalbum #tfredybag #tfredyvideo
Prophet T fredy Speaks in zim celebs Fashion (2020)
source
Gateway Iwe unopema musoro wani Fred
Maprophet enyu aya
Second pano
Kkkk smart bho zvaro but ndavasakanganwe kt smart ravo ririkutengwa nei ndavagadzire ma hits
Yeah yeah point it's a point ,,,sparks ,,, vakutaura chokwadi prophet
Anopenga
Hazvipere mushe izvi.haaa ndakungonamatirayo 2020 uyu achipere coz zvakuitika handichazvinzwisisa.
Prophet ava anorwadziwa ngavasiyane nevanhu vanozvichenera .vashaya nyaya dzekutaura here .
Baba vabatwa negodo ava ???? godo muparadzi shuwa kubatikana nemucheno wevamwe
Saka arikuti ma artist oregera kuchena ere
Haa iwe washaya apa.smart ipapo boe
Ngwavha ngwavha mukomana
Godo rakanakira kuti rogwadza anaro, imari yako here prophet
anorwara uyu apedza zvekuchemera church here
Kkkkk Hapana message yakadaro
????
Benzi
Mdara akurwadziwa na Freeman uyu
voice iro rotondi zvotawo zvangu
Chokwadi kkk
Kana washaya zvekutaura ends unoita zvaunoda kuchechi kwako
Nyaaaaaaaaaman
Profet apa manyeba, Killer t anobura maHits plus smarts
Hit inogadzirwa namusician a popular musician is a celebrity so there is no way you can be a celebrity if you don't accelerate with fashion and we can't follow you on social media if you don't have style
T Freddy is trash at singing
huyai mufudze mombe dzangu kana zvekufudza hwai dzamwari zvaramba
Anopenga smartness is next to. Godlines iye haana mari ye smart
True
Haaaaaa prophet ndovapera manje vakuda social media war ko kna munhu aita mari ngaachene zvee Dhuts Gafa Freeman etc.. vanosmarta vapera here
Haaa ngatibvire apoo muparidzi anoita godo kana asina hembe ngapuhwe nema artist
Ndezvekumama izvoo
Ingori massage from prophet iy
Point