#Jahmaster2020 #jahmasterzimdancehall #hellomwarijahmasterremix #jahmasternashtv #jahmasterwifeandkidz #jahmasterwife #jahmasterhellomwari #jahmasterlatest #jahmastermusic #jahmastervideos #jahmasterbhanduruu #jahmasterinterview #jahmasternastv
Hello Mwari Jah Master Pay Lobola For Mai tichafa (Zim celebs news 2020)
Copyright @zim Realty eye tv subscribe our channel for more good music,videos like this
source
Nice one Spaxx
Vaida kutamba hello mwari here or kutsara mari co vakawandisa vanhu ava guyz
Congrats baba Tichafa
Well done guys magona imi hello mwari ini ndafunga kuno bvisawo mari
congrats Sparks wakagona sure…..
Owe mfana wakakora
Makorokoto zvinofadza vamwe tanzwa nekubika mapoto
Congrats guys
Baba Tichafa … Big op Dj sparks
Wagona dear usazosiye mukadzi wako
Vakadadisa Hah Master
Keep it up baba jojola
Ndeuyuwo sparks
Dai akaenda akapfeka kashort kake kaye
Congratulations DJ Sparks and Jah Master i WISH you a happy marriage
Zvofadza izvii
Haa mpfana aspaka
Congrats jah
Hello Mwari Jah Master akatsarwaa marii???congratulations kurungay
Makorokoto dj mesena Ja
Congrats guys. It's a good thing to lead by a good example. Well done!?
Sparks unokodzera kupiwa Mari yako wangu unogona wangu???patakambosangana ku New Error handina kuzia kt ndokwenyu ka uku
Makorokoto baba tichafa haahuuu
Kkkkk hanzii abhadharwa munhu uyu
Mweya weku kicker mafans wanga usati wapinda
Sparks kuseri
Apedza basa jah master
Muroyi masikati mache a!!
https://youtu.be/eBwQAGq7vMI
Yesaya sparks makaspaka makabhadhara mwana baba
Yesaya Jah master vabva vabayawo
Makagona boyz
Iwe usatuka vakuru majena kuiyiko iwe
Dj staks wavuzwahere
well done, keep it up
Fantastic
Umm raeal unogona mu upcoming uyu unondigonera wancu
Ummmm hazviitweee nevakawand wancu wandifadza wena
Wangona dear thanks
Welldone jah master
Akanaka sparks
Kkkkk pakuzoti zviana tsano zvangu apo
Kkk hanzi conglaturation…lobora kkk sparx bho hr
Chimbotiratidza wako
Well done Jah Master!