#freemanhkdboss #freemanhkdandmaitt #maittdiarys#freemanhkdbossandfriends #freemanhkdboss #freemanandwife
Copyright @zim Realty eye tv subscribe our channel for more good music,videos like this
source
#freemanhkdboss #freemanhkdandmaitt #maittdiarys#freemanhkdbossandfriends #freemanhkdboss #freemanandwife
Copyright @zim Realty eye tv subscribe our channel for more good music,videos like this
source
Anodhomoka kukakama kunebasarei
Dj Sparks
Hiiiii frst
Freeman anogona chose
The person haana chaatadza I can see the person is giving a complement In kinda of a shock kuti nomarlly munhu anokakama can’t sing but how does he do it, the person is in awe, Freeman was just suppose to say Mwari vanondigonesa nyangwe ndichikakama kwete kutuka munhu Cox the person didn’t do anything wrong
Freeman chibaba
freeman angobuda mutsaga hakewo apa
Adhomoka uyo ko zvinovhunzwa munhu hre izvozvo haasiye akazvida ndezvamwari ……ashaya uyo
Anovhurika mubvudzowake wakakakwa akazungaira
Anovhurika mubvudzowake wakakakwa akazungaira
Kudhomoka chaiko mubvunzo nhando zvinebsa rei hapana chaarikutadza kuita nekt anokakama
Kkkkk newewoo Deejay Sparks wabva watombokakama…
Joe iwe musoro semunhu ari kugocha nyoka
Haaaa anotokakam for real hr Slay
Mukoma Joe imhata iyii freeman is a dancehall doctor
Muchoda uyo idako
Joe iyeye imbwa yangu haina kudya anoda shamhu
Mukomana arikutsvaga magalis ngaende kunofa
Haaa angobvunzawo …I think Freeman ndiye adhomoka
Ataura dama doc
MuDhihinyira
Sparks tipe ka link re my diary xaaa
https://youtu.be/7B12lBIvJqo
Munhu iyeye anodhomoka in short zvoratidza kuti chipo chakabva kunamwari hazvisi zvekumanikidzira hkd boss rovayi ngoma ini hangu handimire kukusapotayi
Anopenga anovhunza doctor zvakadaro pamberi nemagalis