#bossginimbi #prophertpassionjava #maittandmadamboss #prophertpassionjavalive #prophertpassionjavaandginimbi #prophertpassionjavaliveandsimbajava #bossginimbilive #ginimbilatestcarfeffar #twabam #man of God
Fans React To Prophet Passion Java After He Diss Ginimbi Genius Kadungure (Zim celebs news 2020
Copyright @zim Realty eye tv subscribe our channel for more good music,videos like this
source
panga zvaanoita nekunzi pastor hazvipindirane.ngaaite steady,ma qualities ehu pastor hapana,.vose ngavaudzane ikoko
Anenge achiteverwa imhene dzimastanzi ..anobaka
Kkkkkk sparks l'm a big fan comedy wakumberi
ngwavhaaa!
Ngwavhanura Spark tinzwe
Sparks wkanyanya unongwavha chaizvo
Ndipastor here uyo vanopenga avo
I come here to hear you say; “Ngwava ngwava!” ?
Zvakusemesaa shuwa
Ngwavha ngwavha ???
Kkkkkkkkkkkkkkk prophet or problem hameno kuti tovaisa papi munhu wamwari
The whole world is concerned about covid others are concerned about their image-sad
Broe you are a bit behind after that last msg he posted yet another video dissing Boss G this time it was really hard core nyaya yeTomato yamunetsa Panga ????
Twabam akutotisemesa uyo
Haaaah prophet vanozvinyanya kuda kungobudikira
Twabam haana chinhu anochengetwa neHebhuroni Ginimbi idhonza murace ,…Panganai ngaambomira anorarama nedzemaoffering…
I have never seen any benefit for Zimbabweans to be following these two (TWABAM and Gnimbi)….we have srs problems
VaMungwavi munogona kungwavha???
but wangu ever since JAVA akati musakande masinhi ake pa youtube aaaaa urikumu DISA kabisira but ziii hangu
Java srs akumara
varume musawenge munhu passion java akazoyiwana payiri musarwadziwe
ndini ndadaro weka Chiju
Ginimbi ane mari zvake ndo chokwadi