Dj towers Expose Passion java Source of income every one was warried kut mukomana mari yake inobva kupi bt in a live witj dj towers confirmed that passion java Source of income inobva kune chegumi
#passionjavarecords #passionjavamusic #passionjava #djtowerslivinglegend
source
Noone knows?? where his money comes from…??igaffa
Hanzi pane zvandaka signer. Really? A lot need to be asked.
Somiz anoshanda sha he is a radio presenter ,actor plus akatanga kare mutatise pa Sarafina movie
Kingdom what what
Mwari pindirayi vanhu wenyu vakuziveyi vakutyeyi vasiyane nezvakaipa munhu wechirume surviving on handouts instead of working for himself
Kkkkkkkk
Kabeat ako kumberi. Hahaha guys aya mahwani.
Java dako rake.
Waa gwan
Dj tawaz
Haaa jumbo munonyatso bvunza
???? haya
Aaaa Towerz zimhuno
https://youtu.be/H_Q8p6xAVLc...
Kunyepa, hapana tithe inodyiwa apa, kudya tithe is second hand news saka it's a question of using a lesser evil to distract from the real source, which is more shady…
Haaa apana apana apa mavhunziro acho ndeekuisa mashoko mumuromo memunhu. But towers inhingi zvaro kkkk
Asika musadaro
Varume vakuru munoita maLive ekuita makuhwa haaa makapenga boys,real men are busy talking deals ana sparks busy kutsvaga makuhwa…shame
Imi,this guy pretends to be holly,leaves his family for fame in Zimbabwe, yet his church only has around 200 people including friends and family, chegumi che 200 people papi???
Yet Zimbabweans run to get ? from someone who splashes ? everyday yet he has no Income
Have you ever seen Mr Masiyiwa doing that for one day?
Food for thought,
Hapana angel ichabva kudenga ichiti ndauya kuzotora tithe ikudiwa kudenga saka ibva waziva kuti mari inofanira kudyiwa nevanhu neiwawa ndapedza.
Muri kiitisva na java imi