#crystalrichhkd # #freemanhkdboss #zimdancehall2021 #zimdancehallnews #chilsportrecordz
Crystal weku hkd Opupura Pachena Kuti Anoshandisa MUSHONGA PAKUIMBA (ZIM CELEBS)
source
#crystalrichhkd # #freemanhkdboss #zimdancehall2021 #zimdancehallnews #chilsportrecordz
Crystal weku hkd Opupura Pachena Kuti Anoshandisa MUSHONGA PAKUIMBA (ZIM CELEBS)
source
???fokoro
Haaa crystal akuita sei anyway king Obreeze abva amutsiura kuti usabate makona kuti ubudirire big u to u king Obreeze
It's a video coming, we are waiting, That's a Niger sangoma, midzimu yekuZim ahina n'anga dzakadaro.
Clout chassing mhan
Sparks une ma subscribers mangani
Mugwavhi mukuru
Anotyisa
kagara kamulluminati kampfanha akamanje kachazviterere kega kasiyekakadaro..
Whats Funny? Is it culture a satanism Lets make it clear You like it or not That is our roots, Sparks we are Africans N'anga ndodzakatanga ktovako back there before religion
Hapana kana kuromba kana mushonga apa,there is nothing, zvino paVid description panobva paita knge zvimwe zvinhu haa zvakaoma,
He's just seeking relevance and attention…
kutoita zvekushamisira nemishonga .mishonga haigare kachafa karirombe
Aaaah akuda attention yevanhuu chetee hakuna sangoma akadayi
mushonga vake unenge uri useless
Nyaya iyi.yakangofanana neyaT Freddy arimucoffin zvikanzi afa riri video
Akarombera zero mupfanha uyu anokundwa naGinna marina zvake
Sparks ???
It's art iyo shaa. Maybe it's a new song ikuuya
Kai musandiudzire kuti ndabatirei
Drama kkkk
Art
Ummmmmmm wadaro ngeiii?? Crystal ??????
Makuhwa enyu akunyanya nekubhohwa
I dont know
That's why music yake iriku fader wangu
Vakutisvibisirawo Dangerzone ava mxmm
Aaah akuna zvakadaro kutamba nesu uko
Murisei
Ko mwana wekumba wabatwa newest upi
Jesussss
Kk video iro kk hapana paangazvibudetse zvekudaro
Haiwawo ndechekudhara ichoo Crystal ndinaye kuno iwe usanyepere vnhu
Anonyepa uyo kkkk
Sparkling unochinja zvinhu nguva dzakawanda shaaa he was shooting a video ? haudaro unemakuhwa ekunyepa kunge tuma moms twemuraini mangu tunongochinja situation
ummmm inyaya hombe iyi
Kkkkkk apa haagone
Ummmmm handichada tunziyo twake
Ngaanodzoserwa mari yake coz mushonga wacho kushanda kwawo hatisi kukuona isu kkkkkk
Wait & see on the terrace the short film more to come @ Crystal…
Ndodao kuroverwa marketing song yangu ndoita sei
Ana Spaks vanoshaya nyaya ava
Kkkk its not true sangoma uyo is my brother anoita zvemadrama kuZim kkkk
https://youtu.be/XOIwiiCelnk
Crystal akabata 2021 guys it’s his year he has been underrated for a long time
Holy GHOST fireeeee