WINKY D

IJIPITA

Gafa gafa
Gafa zvekare..
Jusaaaa..

Pandinomuka mangwanani…
Ndinozvitarisa pagirazi..
Hakuna ini ari nani..
Mangwana ngaasiyane nanhasi…

Kutsvaga manake..
Kuti mhuri irarame..
Aiwa harisi dambe..
Ndadhonza tsoka regai ndifambe..

source