#winkyd #maititidiaries #maititilatest #zimsocials#zimscandals
source
About The Author
Related Posts
45 Comments
Leave a reply Cancel reply
Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Ishoma shuwa
True Winky haasi munhu wemajokosi
Usadaro Gafa ndisis vako avo vaitirewo favour ka1 chete
Haadyi mevanhu veZanu
Well done winky waramba kuchipiswa big up
Vajaira kuitisa vanhu mai titi she think she is a boss lady nxaa
Winky agara murukazi,he never gives back to the community,fake rasta
Vakadiii kudana Tawas???
gafa futi
Ndezve basa wangu
Winky Ari ryt chaizvo Mai titi tsvakai umwe anoda 500 Kana vema 20 us variko
Dai vakumbira kuitirwa mahara havo
Haaaaa Gafa harifambire nzungu
From a business perspective, he is very right. Winky asiyana na jah master anouya Ari ega, winky anofamba ne band rese remember.
tanhai dzamunosvikirira
Ngavadaidze Davido
Akaramba what?? $35000??? Musaite mafunnies imi. Vanhu vari kupisa chaivo in the US and world stars ana Fivio Foreign you can get hold of him ne $30K for a show he’ll pitch up. Mukumbotii Ko imii?
Ngavatsvage culture love
Business is business Tinashe is American ane ma USA please mura seyi kuomera you rushed too much why asina kumbomira and serve money papazi too much
Kana Dai achiimba zvinorapa Corona kana asingadi hatingamumanikidze,
Mari idzi wamwe wanadzo kare nemitooo yakasiyana siyana
Well but ini regai ndironge madomasi angu ndatobva hangu kunohodha.
Winky D is a little baby who is not even big even in Zim in comparison to Jah Prazer.People must snub inviting him small as he is
Ngavadane passion wezanu ndiye mumwe wavo
Winky haisi kids game
Ramba kuitiswa
Ngavatsvage vanoridza maDisk kushow kwete Ana Winky wemaLive band
Aggh saka anomboda marii ,,,,,buhh navo mai Titii dat money ndeyekupa vana jah master mzukuru ,,,,,,,,,,Gaffa aringoite yese yesee ,you cld hv jus invited him ku vip guest n give him 500 jus for the attendance chete not to perfom …
Winky haasi munhu wemajokes
#Haisikidsgame Gaffa agree ?????????✌️
Haasi munhu we Dombo /Guka ?
Hangade kukwira ndege mari yako ichiyenderana nekukwira kombi check
Dai vakamukumbira ayiti ok my sister …
500 here imi backing vocals ayivapa marii
Ndiri kutogaya kuti gown rake rakaita Mari haro
kkkkkkkk chibaba ichi
Gaffa haridyidzane nezanu pf??
Ngavadane Passion
He did the right thing
gafa igafa
Winky D is a Brand.
Chandakaona hngu kunawinky haadii noise mai tt movaziva guys vanozotonga kuita malive kutii winky akauya kuzoimbira 500usd
Munhu anoda kuzvigarira private lyf
Honai vanhu vnopinda munzira yana mai tt vanozoundurwa sei namai tt dai vari munhu kwaye aiuya mahara
500 ishoma
??Mai tt ngavasheedze vana Fantan ndovezera ravo not Gaffa chibaba?
SAKANGANWE KUTY THATS BIGMAN
Musakangamwe ndiye wekuramba 45 000 yaJava
Winkey D ari 1000% Haupinde muShop woti ini ndotenga nePrice yandoda Unotenga nePrice yemo Plus Winky ari ku maintainer his Standards nema Workers ake❤
Skweeeeeeya sando dzako gafa usaitiswe nemahure e zanu
Ngaasadaro winky aakuonererwa nkt aita mari bt asanganwe kt mari yaanayo iyoyo its bcz of vanhu vacho