Constructive criticism is needed in life but not sarcasm. Gafa idhara and is a person who doesn't publish himself much though he is a celebrity. Saka siyai Gafa rakadaro. Thom has expressed a noble and brilliant advice there. Thumbs up to him. Thanks KC good work as usual.
Ray vines finally came back to his senses.and.kind of apologised………..iwe ray vines therr are so many ways yekuuraya kitsi ……..Brand endorsement iyo inosimudza futi ka
This is question is for Kundai Chitima. Is anybody promoting Kikkybadass? I think her music is very good but varume vanenge varikungoita focus nevarume chete, I could be wrong. What’s your view on this
when Ray vines said what he said anga asati anatsofunga or anga ari under the influence of some substance or aitsvaga relevance in the industry because mu zim entertainment industry kuti unatsoita mbiri its either you endorse or criticise Winky D ndiyo pillar yacho the most influential and talked about artist from Zimbabwe
Ray Vines should go back to making videos not dissing an Icon
second to comment
Reyi Vhainzi tikuda ma Vid kwete zvema dis izvo aita mutete ….kana achida Hondo nemaGaffa anoikunda here ….
Mhata yako na winky d wako
Why is that people forget how winky dee is helping Takura
Ray Vines said 100% truth apa Winky zvoperera muGarden
⠀
Hasekutaura kwako ?????? ??????? kuti ?????????????? havabatike paSocial media I think vakabaya kuArea 51 but vakasiya vati…. ⠀
Kuti abuditse mari yemupiro anotarisa church yakazara here? ⠀
Nhasi ndine waya panotoda kusimuka ndingaripe ndakagara here? ⠀
Asi week rapfura wainge unedhora ⠀
Preti wakaipasa one touch kunge bhora⠀
Ukuda kuratidza church kuti nhasi zvakadzora ⠀
Mapiro ako aya pachiNinja tinomashora ⠀
Chapter 20 verse tekutanga muna Ruka ⠀
Shirikadzi yakaratidza kutendeuka ⠀
Nezvishoma zvayakapa tenzi vakaiyeuka ⠀
Iwewoda kuti vanhu venyama vazokuyeuka ⠀
Vamwe vanoti kana vakubatsira nherera ⠀
Vodhindisa mumapepa kuti tizovaverenga ⠀
Kuti vanzi nemunhu wenyama vakatendeka ⠀
Haiwa maNinja kupenga ⠀
Vazhinji vavekungobatsira zvine profit ⠀
Tikati nherera dzapfumisa? vanhu munotii! ⠀
Masamaria akanaka achona aripi ⠀
Murikupa zvinenge zvasara moti munetsitsi ⠀
Unonzwa vamwe voto tirikuitira ??????? ⠀
Kubatsira kwavo kunenge kupachikweteti ⠀
MaNinja vanhu vakuda zvine mari sitereki ⠀
Kubatsira kwechokwadi kwasara nevabereki ⠀
Kovasina vabereki vachadini? ⠀
Haiwa! Ndinobvunza inini ⠀
Maninja zvichanaka rinhi? ⠀
Regai ndikutipei imimi ⠀
Constructive criticism is needed in life but not sarcasm. Gafa idhara and is a person who doesn't publish himself much though he is a celebrity. Saka siyai Gafa rakadaro. Thom has expressed a noble and brilliant advice there. Thumbs up to him. Thanks KC good work as usual.
Ray ayitaura chokwadii
Winky boe idhara bt Ray siyanai haye amana……Ray ita yaukuita wanq….We support u wanq .You said the truth apo….it was jst ur own view
huh mfana anopera career uyo ngaasiyane nazvo izvo. #haisikidsgame
Ray vines finally came back to his senses.and.kind of apologised………..iwe ray vines therr are so many ways yekuuraya kitsi ……..Brand endorsement iyo inosimudza futi ka
Ray vines aitaura chokwadi
Uyu mupfanha uyu anonzi ray vines …….ruregerero aikumbira zvine mokary
SIYANAI NARAY VINES
mfana Ray Vines anorwara uyu
Our tv
Thanks at Kundai Chitima.
R V idako mpfna uyu
This is question is for Kundai Chitima.
Is anybody promoting Kikkybadass? I think her music is very good but varume vanenge varikungoita focus nevarume chete, I could be wrong. What’s your view on this
Well said Thomas. Ndakambo kumaka bt haaa kubva nhasi ndakufarira zvekuty bheee
Ko matokanganwa kuti Gemma was endorsed by Winky (Mugarden) and her career boosted now takutojamba ana ndinewe ,titungamire etc etc
Winky must have links with young artist to lift his game
when Ray vines said what he said anga asati anatsofunga or anga ari under the influence of some substance or aitsvaga relevance in the industry because mu zim entertainment industry kuti unatsoita mbiri its either you endorse or criticise Winky D ndiyo pillar yacho the most influential and talked about artist from Zimbabwe
Rv wakuda kupera manje
Ray vines atuzive mupenge wekumba kwavo