#winkydonline #winkydlatest #ladysquanda2021 #propherttfreddy #zimdancehall #zimtrandingsongs #winkydvideos
Wink D on Lady squanda Status pa Fathers Day (what do you think) T freddy Winkyd Prophecy
source
#winkydonline #winkydlatest #ladysquanda2021 #propherttfreddy #zimdancehall #zimtrandingsongs #winkydvideos
Wink D on Lady squanda Status pa Fathers Day (what do you think) T freddy Winkyd Prophecy
source
Saka zvine basa rei vanhu kwakusiya gafa nekuti amitisa nonsense
??????ko squanda kari cousin yemkadzi wa winky .oisawo bamkuru vake pa status
Gaffa razviita futi chbbaa winky D hazvingarambe
aaaahhhh hazvina basa izvo…hazvichinjise kunakidza kwe music yaGafa….tinotowedzera kumufarira inga tikungomufarira tisingazive life yake wani……
Zvinyowani here zvevana ungatadze kufarira munhu nekut anemwana naSquanda nemuporofota wako fakofu mese
sparks wakuita uchishaya this days wangu stupid
Nxaa hamuna mabasa
Imi kwanai musiye Gafa redu
Kushaya zvekuita uko hatitadzi kufarira Gafa nenyaya dzaka pusa
Zvekupenga izvo
Iwe usatiunzira nyaya dzisina basa pano iwe GAFA for life
Mufunge kutonzwa kunyanya kumufarira winky after this vid …
Ende photo racho riri sweeet …
Jus knowing kut Gafa vanofarira vana ndanzwa kurespecta heavy …. Gafa mudhara
Wadii kutanga kubvunza lady squander wacho usati wataura izvi
kkkkkkkk kuseka kwepa WhatsApp
Kkkkk inyaya yeiko
Aaah ndomamhepo iwe dako zvinebasa rei
ma horror
Your voice is boring
Saka zvine basa rei
Kwaaah
handi subscribe marara akadai …Winky chibaba
Freddy anopenga akatadza kuona exam wani
Ehe vane mwana #teamKB
Kana Squanda akaita wife wawinky zvine basa rei ?
Yaaah celeb life even if u fart they make stories as if they don't fart also ?mmmxxx
Idziwo idzi,ndosaka dzakazombo mamiswa
Unorebesa munamato shaaa