Clinton Ukama +263 78 430 7135 Copyright ©™ . Mbare Harare Zimbabwe Ghetto Stories . For More Info Contact: Clinton Ukama +263 78 430 7135 Email: zimbabweghetto@gmail.com
source
Clinton Ukama +263 78 430 7135 Copyright ©™ . Mbare Harare Zimbabwe Ghetto Stories . For More Info Contact: Clinton Ukama +263 78 430 7135 Email: zimbabweghetto@gmail.com
source
https://youtu.be/rh0iOyBTQT8
DJ Towrs…. Zvikuineka kuti makakundw kungwara naMahorror…. Atikupostayi pachsnel pake munhu wanezuro… Arikuziva nguva!!! Zivayi nguva
Winky hatambi nevanhu vanopisa hauzvizivi kasi
Dai kushata.kwaibairwa majekiseni towers waifanawo
Haana nyaya mufesi uyu
Shame
Pemhai anorwara uyu
Akutsvaga pekuperera manjee Towers maGafa iGombwe haritambiwe naro
Tawaz urimboko waimboti zanu nyongo nyongo now wamumayellow ccc
Uyu muface uyu anonzi Tawaz makutibhowa
Uri benzi
Here is the truth
https://youtu.be/Z7hfooDFhQ0
Siyanai naWinky blaaz imi muridhodho
CCC wedu uyo
Iwe tawas wakajoiniswa na java futseki nyarara hokoyo gehena rine moto mose nama brijo akapindawo
Iri ndoziduzununu iri anokutaura akamira pai kuda kutsvaga attention iye munhu anofamba akapfeka hembe dzine maprice tags kusakwana nxaaaa
???????
Urimbwa
Unobiwa iwe mahora
Akutaura zero mface uyo… Ngasiye mutoriro
Uyu ndewekumama
Hatingayenzanise Winky negudo rinopfeka hembe dzinematag uyu murwere wepfungwa chete 50/50 naMadungwe
Arikuti chikp shatirisha uyo
Tawaz ingoziva kuti Winky akagadzira life yake rather than iwe ita zvelife yako
kushata kunge dhodhi
Winky d unoita mbiri nekungomutaura hatsvage mbiri nekutaura vanhu
Imi apfana muchafa makamira
Urikuwonda Tawas,ndebvu chete ndidzo dzirikusimba
Baba musanyanyoitiswe nevamwe varume uchanyengwa mukanwa for Winky d gara pasi haisi even yo same school newe or java murume wako
Rombe
Tower idako
Aiwa vanhu ndovanotaura usataura! Winky madhara, musaite maFunnies
Saka zvimatag ndozvei?
koo ma tags haabvisike here
Wakufarisa
Nyarara Mukanwa murikunhuwa duzvi
Winky akutadzireiko iwe imbwa iwe mwana wasatan
Urimhata chaiyo iwe wapera mongo ukutoremerwa ne chibhegi chawakapiwa unongotuka vanhu zvisina art mbudzi yemunhu
I don't get u properly.wati mabridgo ndiwe dj tawaz.meaning uri galfriend yake passion Java
Iwe mhino haisi kuda kubvisika here iyo…. Tarisa uone. Aaaaah dj tawaz you need to get that checked out my brother
Kuona meno chete….
Pusteki kushata zimhinorinenge pitoyedhaga zvigunwezvinenge pencil yembavha wakutijairiramanje pfusteki
apa haisi original nike futi yawakapfeka.and its cz of d tag yaunayoiyo haisiyo ye nike iyoooo.uridako …..
Haa haana nyaya uyu anonzi towers apera
Towers uri husiku hwakatambiswa shem
Uyu anongoti face inenge duzvi ramamirwa musango uyu.Winky D wakambomuona achikumbira