Uyu wamurikuti new manager waVan Choga he is misleading him. Why did he tell him to go kuYala Nation kutonora copy yeContract nhasi pese apa aidii kumuudza. It's sad so to see how these power hungry people ruin rising talent. Van Choga has been working very well with Yala Nation and other studios pasina problem but because he is paSpotlight makutanga kufurira munhu. Van Choga should be very careful. I heard futi kuti akanetsana naLazzy T recently zvisina kumbobvira zvaitika. Inyaya yekufurirwa iyoyo nevanhu varikuona kuti asimuka.
Skimbo
Wakosha SKIMBO
Poooooo rikiti…….
????aaa uyu muverengi wenhau akanyanya
…???skimboll wakoshaa
Hehehe
Maskati akanaka muri yeZimbabwe, iye zvino nhau dzichitaurwa naSkimbo paZiso reGondo TV ??…..yes ??? kumberii
Thanks Ziso Regondo for the news update ???
Uyu wamurikuti new manager waVan Choga he is misleading him. Why did he tell him to go kuYala Nation kutonora copy yeContract nhasi pese apa aidii kumuudza. It's sad so to see how these power hungry people ruin rising talent. Van Choga has been working very well with Yala Nation and other studios pasina problem but because he is paSpotlight makutanga kufurira munhu. Van Choga should be very careful. I heard futi kuti akanetsana naLazzy T recently zvisina kumbobvira zvaitika. Inyaya yekufurirwa iyoyo nevanhu varikuona kuti asimuka.
Kkk junior yalanationa nderipi cause yalanation n bossyala hapana kinda new iyoo