Published 10.03.22
Tired & Frustrated ZANU PF youths sings and praise worship Chamisa #mbiretv #ccc #nelsonchamisa #zanupf #zimnews #dailynews #indaba #nhau#mbiretvnews
source
Published 10.03.22
Tired & Frustrated ZANU PF youths sings and praise worship Chamisa #mbiretv #ccc #nelsonchamisa #zanupf #zimnews #dailynews #indaba #nhau#mbiretvnews
source
Manetaka nekungonzi pamberi ne zanu pf
Relly let see
Gore rino tichaonerera zvedu
Aizveee ???
Pa yellow ipapo
Inga zvakaoma ?????
Gegegegegeeee takufambidzana manje mukadai towirirana??☝️☝️☝️☝️☝️
Hamuchaonaka. Musashandiswe neZanu
Kkkkkk
Ane yellow wakanyanya
???? aneyellow
Modirei kurovesa vanhu nhai
Mbabva idzi
Zanu ichamama chete kkkkkkk
Sei muchiti ndewe ZANU PF. Hatiwaziwe ba ndewa Mwonzora ava
Kkkkkkkk huriii handei ne yellow guys ..chamisa chete chete
Zvakaoma chokwadi register to vote
Thanks Guys. You are welcome to CCC. Love you ♥️. Welcome Home. Mukapihwa ma T- shirts pfekayi but mozoziva kuti X anoiswa pa CCC. Ndiri pano pa Gokwe Nembudziya ♥️??????????
Kufara havo,vatambura vamhu ava???nekurasiswa
CCC ndizvo……Zanu unofa usina payslip
I think it’s high time ZANU pf stop campaigning and just better the lives of the people. As simple as that.
Hona tsvina yavanayo matshirts iwawo vakushaya sipo yekuwachisa shena kubva mumusoro kusvika mutsoka wangopihwa t-shirt hapana chainokubatsira nacho vana vakushaya school fees ukurara nenzara wakapfeka chitshirt ichocho zvakawoma tinotenda mwari vakuvhurai meso kut muwone kuti muri kungo shandisa nemhondi dzezvimadhara izviii vachida mavotes enyu chete chete Havana kana basa nevanhu vanhu ivavo mwari pindirai inzwai kuchema kwedu taneta neZanu. Chokwadi vana vadiki sesu toswera tichimanikidzwa kuvhotera munhu achena msoro kuti zviite sei.
Hupenyu ngauchinje please
Kkkkkk paYellow ipapo magonesa kwete kuswero shandiswa neZanu pf mdara ari kuguta oga
Pihwai chigwa but muchiziwa pekuzovhotera zviri bhoo well done ✅ boys huyai ku CCC ☝️ ndiko kune hupenyu hwedu wechidiki