This is the Reason why Temba Mliswa is Angry at Jah Prayzah Posted by ZimdancehallTV | Sep 14, 2021 | Jah Prayzah | 30 | This is the Reason why Temba Mliswa is Angry at Jah Prayzah source Share this:FacebookXLike this:Like Loading... Related
PaneZiya PaneDovi on September 14, 2021 at 7:01 pm Ndasiyawo chi Like ? changu. Ndiri pano pa Gokwe Nembudziya ❤??????? Reply
Precious Moyo on September 14, 2021 at 7:02 pm Biriot wadzifambira nyaya dzacho ndazviona haaaa JP ndamunyarira Reply
Rumbidzai Kafurama on September 14, 2021 at 7:30 pm Kelvin zvanga zvatondinetsa kuti ko ichi chakupotsa sei?????♀️?♀️?♀️?♀️?♀️Mwana wamai Birioti ka . Reply
Christabel Bella on September 14, 2021 at 8:05 pm Ko iye muliswa ndiye anomunyengera here vakadzi vevanhu vacho Reply
Grace Mawere on September 14, 2021 at 8:14 pm Ko zvebasa reiko nemi nhai vaMliswa kkkkkk ko imi vana venyu vanenge jecha regungwa mukutii navo Reply
Jordan Rusike on September 14, 2021 at 11:34 pm Zviri pachena kuti akatorerwa paaIdyawo/ Merely naked jealous iro Reply
Charity Mareya on September 15, 2021 at 4:54 am Ummm ko iye Muliswa zvaanoita zvino bvunzwa nani? Ngaasiye munhu aiite zvaanoda by the way who is Temba to say all this Reply
nomvulo Nomu on September 15, 2021 at 5:31 am Mr Mliswa ndivo varikuita zvisiri zvezera ravo ngavasiye Vana vafare Reply
Bridget Foroma on September 15, 2021 at 7:26 am Iwe dzako dzofambirwa nani siyana najp iwe benzi Reply
Thensia Shiko on September 15, 2021 at 7:32 am Regai Jp atanhedzaanosvikira iwe Themba uribenzi Reply
Sophrine Wagoneka on September 15, 2021 at 10:33 am Mmmmmmm siyai Jah pliiz ko ivo vakadzi vacho varikumbobvumirei Reply
Christopher Burgess on September 15, 2021 at 6:34 pm Vakadzi vacho kunyarara kufarira regai vakadaro. Jp adii zvake Reply
Pertunia Chihota on September 15, 2021 at 6:48 pm Mliswa URI Garo remunhu dzako dzinofambirwa nani ziduzvi Reply
Foxbat on October 3, 2021 at 11:03 am I wish you people could meet Cynthia Mukadzi uyu imbama varume Reply
Biriot madiii
Ndasiyawo chi Like ? changu. Ndiri pano pa Gokwe Nembudziya ❤???????
Biriot wadzifambira nyaya dzacho ndazviona haaaa JP ndamunyarira
Haa uyo anonzi muliswa ngasiyane na JP
Kelvin zvanga zvatondinetsa kuti ko ichi chakupotsa sei?????♀️?♀️?♀️?♀️?♀️Mwana wamai Birioti ka .
Ko iye muliswa ndiye anomunyengera here vakadzi vevanhu vacho
Ko zvebasa reiko nemi nhai vaMliswa kkkkkk ko imi vana venyu vanenge jecha regungwa mukutii navo
Zviri pachena kuti akatorerwa paaIdyawo/ Merely naked jealous iro
G40 is the issue
Ummm ko iye Muliswa zvaanoita zvino bvunzwa nani? Ngaasiye munhu aiite zvaanoda by the way who is Temba to say all this
Mr Mliswa ndivo varikuita zvisiri zvezera ravo ngavasiye Vana vafare
Ah siyai munhu uko zvine basa rei
Iwe dzako dzofambirwa nani siyana najp iwe benzi
Regai Jp atanhedzaanosvikira iwe Themba uribenzi
Leave Jar alone plz . Dont try me
Mmmmmmm siyai Jah pliiz ko ivo vakadzi vacho varikumbobvumirei
Mliswa ane dora chete lol
Hauna nyaya iwe
Muliswa Uri dako
Benzi unorwadziwa na Jah Prayzah
Vakadzi vacho kunyarara kufarira regai vakadaro. Jp adii zvake
Mliswa URI Garo remunhu dzako dzinofambirwa nani ziduzvi
Mwana wamaiBiriot tasvikawo pano
Kkkkkkkkkk themba
Ano penga who does he think he is
Kkkk aka raper vakadzi vacho here?
Zidzoro
Leave jp plizz
Patambwa apo chaizvo
I wish you people could meet Cynthia Mukadzi uyu imbama varume