Soul Jah love’s sister opens up about the relationship between Soul and his family. She talks about the how got healed at Phd and also how he met Bounty Lisa and more.
Fire King narrates his friendship with Soul Jah and the musical of Jah love, with Waddiz and friends
source
Samatenga makatonga seiko ndinemubvunzo makadarireiko singing hangu # by lindsay RIP makuruwani
Wow i am only realising it now kuti sauro ndaimuziva kubva ku primary aaaah caro musaka she was such an intelligent lady ndakadzidza naye ku primary wow so happy to see you.may God comfort you and your family
Sauro akayimba kuti zvimwe zvamuchaudzwa manyepo. I rest my case.
Mukunyepa. ✌✌
Makuruwane
Rip sauro nasolo
Wamweanapabwa warikurambazvirikutaurwa munopengahamusihamadzake
Munemakuhwa ?
Very sorry Sail wakatiya pakaoma
Zvimwe zvamuchaudzwa aiwa manyepo ? he sang hake mmmm
Kana maivepo ko sei akazofa ari ega mumba make na Sir Ricardo
Sauro Anamatirwa KwaMagaya gumbo rakaora bvara Ropa!!!ndiye akazviimba izvi
musanyepe imi
Ndiani anoziva nezva Sauro anogara kupiko Sauro
Dai ndiri Peter vachingoti Peter Peter
Hama dzake ipai vanhu mukana vaitire Soul Jah Love Nyaradzo hapana chimwe chatinoda kwamuri imimi
Big up yourself gangster manager!!
Wadis!!!
Tiripo hedu mafans asi hakuna anogona zvaiita Chibaba
fire king urimboko wakamudzinga mu studio mako iwe sade kuzvichenesa apa nxaaa RIP MAKURUWANI NGWENDEZA
DKT ndewe mushonga uyu akanyora sauro muhari na flex tittle murimboko imi ma producer
mai tinashe sauro aikudai henyu aigara akakuimbai muma songs ake
Mutye mwari tete imi………….(mazuva airwara baba hataimbokuonai pfuma yababa musazotitorera)