Soul Jah Love’s New House which he was building was on it’s final stages of completion before his departure. He once lost another house to Murambasvina
#SoulJahLove #NewHouse #Murambasvina #ZimSocial
source
Soul Jah Love’s New House which he was building was on it’s final stages of completion before his departure. He once lost another house to Murambasvina
#SoulJahLove #NewHouse #Murambasvina #ZimSocial
source
Haaaa izvi zvinorwadza mufunge Sekuru???.Vaye vakamboramba arimudiki vasingamude mudzimba dzavo ndivo vakusara vachiigara Imba yake haaaaa nekushingirira kwaakaita soo rimwe zimunhu raitomuvenga unonzwa rakuti ihama yedu votora imba iyoyi??.Ndakararama hupenyu hunenge hwa Souljahlove Sekuru ndiri nherera but I promised myself kuti imba ndinoipa vanotambura kana ndafa kwete hama dzakandiramba pakafa vabereki vangu Ndiri mudiki.Ndakatogadzira mapepa ku deeds kuti imba inoiswa nherera mmmm ndarwadziwa Hangu Sauro anga aronga hupenyu hwake shuwa vashoma vanozvigona
God have mercy
Hesh ndabva ndarwadziwa zvesure kuvaka imba yake yakanaka kudai and wobva waenda asina kumboigara zvirikurwadza veduwe???
Tyorai vadiki. Ukaona bofu richidenha ziva pane charakatsika!
Anengeka akanyora will haangangosiye
Apa ngaikure sure Imba yacho, rest in peace chibaba
Zvinorwadza xem but aive akarongeka hake mukomana zvezera rake RIP JAH LUV
MHSRIP aive ashanda zvinorwadza hazvo asi hapana zvekuita kana Mwari chiuya haurambe
Shame mani
Munotarisa futi nemudzimai wacho kkkkkkkk sekuru
Zvinorwadza izvi heiii kana remate handina
Uuum zvorwadza wedu wee imba yacho ngaiti kukura kunaka Rip makuruwane
Yekutanga ahana kuigara fti some iyi hr nhy kushandira vmwe zororai murugare mhofu
Yekutanga ahana kuigara fti some iyi hr nhy kushandira vmwe zororai murugare mhofu
You had worked hard amana it's so hurting ????
Ndachema hnc sekuru ndashaya chekutaura ini
Mwana ngatore
Aaa ndarwadziwa sekuru. Akurumidza kuenda. That house kubva yangosara hayo. Sauro arwadzisa
So sad. ???zvepanyika zvinosara panyika. Hatina musha panyika
Asekuru munonyanya kusasa ingotii nyaya gaaa nhorondo munowanza
Jah love faced hell on earth i thought imba akamboigarao ka ini shame RIP
Guys this is sad???
Unotibhowei HANDITI ?
Zvakaoma kanzuru yakamuputsira awana pamwe otadza kuigara RIP Soja love
Mukutaura makativharira
Pakaipa
Gone too soon Soul jah love. Wanga wakaronga hupenyu asi nguva haisi yedu. RIP Chibaba
Yange yatove Nakadula wani,ange arikuzama mkomana ini yangu ndakatopedza mkadzi nevana varikutoraramiramo.
Ini hangu ndashaya zvokutaura kurwadziwa netsitsi dzandikunzwa Dai kaziva Kuti ndokwazvichave mwari Adai kavaka 3 roomed ikapera akasiya hope hke????Shem chibabaaaa!!!
????
soul wakatisiyirei
Zvinorwadza ndikafunga mwana uyu
Sekuru Ava havako