Maimbirwo aiitwa mwari na soul jah love anoratidza kuti this guy anga ane faith kuna mwari wake?… continue to rest in power soul jah love musaka.. your music will continue to uplift us man?
We’ll gladly you join soon twin, you suffered a lot panyika uri nherera asi kudenga ndiko kuma Baba. Enjoy your stay nesu tiri kuuya We heartbrokenly miss you????
Gwarn Big-up unoself Supa-yut
Maimbirwo aiitwa mwari na soul jah love anoratidza kuti this guy anga ane faith kuna mwari wake?… continue to rest in power soul jah love musaka.. your music will continue to uplift us man?
Big op Sauro
I know you're in a good place ???continue to Rest in Peace Chibaba
Ndiri gwendeza
Sauro??????????
We miss you sauro RIP
chibaba kusvika tasangana
Mmm i cant stop listening to Soul Musaka bt nwdys kungonzwa voice rake ndinochema …Aaaah ndapererwa hangu
Kuenda kupi iwe???….dzoka pliz
Mukoma Sauro takusuwayi
Respect . Waigona hako
Sauro arikuremera vapenyu
I know you are in heaven right now my yut uchirova mangoma keep the fire burning ?????? Representing Zimbabwe in Namibia
Guys hapana achaimba semuchinda uyu Bob Marley was never replaced
Soul wakaenda wakaenda ko ahudzoke hr kwawakaenda ndokwawaireva hr kwawaiti ziyenda nkuyend
Maaaaaaaad Tune…Continue to Rest in peace Sauro you are greatly missed
Chibaba chakarwadzisa
Continue to rest in peace Soul Jah love Chibababaaaaah chemangoma
machinjiro emavoice he swings from kabase kachibaba to an light emotional voice,,,,,,, Sauro is ??????
???????????????
ha hakuna achakunda murume uyu kumusic in this life or kunext life
Chibaba manga makatumwa sure .I miss you so much my bro
Hanzi pandakapihwa chipo vamwe vese vanga vasipo this line??
andichagona kuterera imwe zimdance esp vakumutedzerera ngavaregere zvavo
Sauroooooooo woyeeeee R.I.P mi breda
Till rapture Mafundan'a makarwadzisa henyu??. Imba yababa venyu zienda ndakuenda
Sauro Sauro Sauro No one can Match the talent that u had My Icon
Thank u hv been waiting for this song since 2015???
Unmatched talent! Ngoma vaiita kukanga mupan!!!
We’ll gladly you join soon twin, you suffered a lot panyika uri nherera asi kudenga ndiko kuma Baba. Enjoy your stay nesu tiri kuuya
We heartbrokenly miss you????
Hoyooo Blodklaaat Cde sauro ?????
Imba yaBaba vangu zienda nakuenda?
Bt Mwari dei makamunzwirawo tsitsi akararama
but we are go continue to say rest in peace our KING…makasiya manyora book ndiro ratinoverenga hedu, rest in peace Cmred
Mambo ???
Chibaba