REMEMBER TO SUBSCRIBE….SHARE…LIKE…COMMENT
source
About The Author
Related Posts
8 Comments
Leave a reply Cancel reply
Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Very true.when I lost my gf I was depressed and turned to booze
Soul jah love
Mnhu waiva nemoyo murefu
Mnhu waitifadza anga asiri after money
Mnhu waienda kuma show kunotifadza kwete kunotsvaka mar????????
Ricard akabatsira shemu vamwe muribhoko makamusiya ane mwana mudiki mukutakura nhema vana mboko
ko munhu akarora 9 thousand US ongofuma akadhamwa
Nhai hama dzangu, ndiri mutorwa kwazviri, ko video yandakaona mkadzi wacho akarohwa zvaityisa, kana aiva ari depressed about the wife
Kurambwa kunorwadza ukashaya counseling shuwa unorasika chaiko …Akabva ati kufungawo background yake anga ati awana munyaradzi orambwa apa asina mwana imagine kubva paarambwa oshaya anoconsoler..mmmm airwadziwa mukomana uyu
Bounty Lisa contributed Kufa kwasauro just listen song yekuti ndichafa rnhi bounty pafunge mashoko ari ipapo nyatsomaterera wakarwadzisa bounty
Ha mataura mashoko anobhata moyo anovaka ndatenda hangu mukoma rambayi munerudo uroro