Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Step mother
Ndo mainini here ava ,mmm haimbosvika pakuita chigunduru dai vamubata mushe . maybe she was abusing him kusvika pakuimba kuti dai hupenyu hwaitengwa ndaitenga hwa Mai Vangu and hapana patomboinzwa Sauro achi appreciated mainini ava
Step mothers?
N'anga iyi mxm
Step mothers hanzi baba vaive manager apa mwana ari chigunduru ivo vachitokanga havo mazai kusvika mwana azonhongwawo na changara waaiimba kuti ndotenda changara kwete kuti ivoo amai avaa nxaaaaa
Bullshit
Taurai chokwadi mainini
Futsekeeee bratishiiitiiiii iwe n’anga iwe.. kutooneka kushata nemu mask mese. Makanyangara nemoyo wese. Maifambidzana kupi mwana achifira mumaoko eshamwari. Nyararai uko. Munoda mbama svinu. Ana mainini havaite.
Mai ava knows nothing about Sauro
Nxaaa fokof mbuya imi kuipa
This mom is old n useless, the death of Sauro says it all , Painful experience
? Mama ava they knoe nothing about jahlove arikuti aisiri chigunduru sei hazive chinhu uyo itwas useless to interview her
Kunyepa ahhh Sauro aisanyepa! Gogo ava vanonyepa
Kutaura nhema mbuya sauro aingopembereka nenyika, achibatsirwa nevatorwa hama dziripo, lyf yake yaingova yekutambura, hunherera hwakaoma mufunge, he ws going through alot, kunwa burongo kwaiita aistsvaga kuzorodza pfungwa, kwaiva kusaida asi situation ndo yakamutuma,
Mmm vakaoma amai ava kutaura kwavo kuri kutoratidza kushaya hanya zvavo
Ndovekumuitisa chigunduru hr ava
????imi mother imi kwanai bounty aizomuendesera chikafu sei iye ari mumba imika imi tiitirei mushe soul aitoimba life history yake the likes of ndini uya uya
Soja akayimba zvese mhata yenyu nhasi ah mwana wenye pfutseki zviduzve wicked old woman maimupomedzedza zvinu imimi
haiwawooo ibvai apaaa maimubata zvisizvo imi mbuya imi chimuroi chemunhu
Maigoziva sei kuti anoyimba musina hanya nyararai henyu ticheme gamba redu
Hmmm moms iyiiii…all those songs hatingamboti sauro ainyepa amana
mbuya ava ka……vatinyare vakawana mukana
Is she soul jah love step mum..can anyone answer me please.
She don't know anything about Soul wy wasting your time interviewing her
Kudenga kuna mwari
Ndakakumakai imi chimai imi mxnm
Chotaura zvekumama chimbuya icho hamba kuda nhaka
Urimuroi iwe wakaroiwa neakafaa wanzwa
Dai maifambidzana naye zvakanak aizofa arioga hr imi musipo unopenga zimbuya iwe ndonzwa Kuda ku ku
Mbuya iyi yakunyara utsinye vaitira mwana .
Vaishanda havo asi imisastep mother maiitei
Mhata yenyu amai,makasiya mwana achifa ari ega,tozviziva zvese.Pakafa baba vake makamubata rough
hapana zvozivikanwa
Ndimai Hama vekwamai here or ndo stepmother ende vrikunyepa ndozvaakarehwa kuti kana ndafa vchasara vchitaura nhema maivepi achichengetwa nana Ricardo musatipe hasha hey
Life history ya sauro havaizive ava
Ndavanyarira pavanzi vakafa aine makore mangani. Vanotooneka kuti love yaisavapo
Takuudzwa manyepo manje
Why are you even interviewing these so called relatives….these are not Sauro's family just people he could relate to. He told us in his music kuti maimukira pamharadzano. Interview them asking to kudubura mbiya dzacho nxaa they want to pretend to love him so that they can gain a lil cash or a lil fame. RIP Sauro mwana we Stembeni vamwe avo ma fake news. If they really cared you….you wouldn't have sung the song ndivhafa rinhi
?????ma1…some people soooo??mxxxxmm…. funny how you recognize him when he is dead …Just let CHIBABA rest than talking about non existent memories…
Sauro aisave chigunduru akatobva ega ku waterfalls achinoita zvemangoma ku Mbare
Amai ava vasadaro shuwa havanyari here
Ndivo step mom here ava kana varivo ndavatikwanire ndivo vakaita kuti Sauro aite chigunduru ibvayi apo
Imi gogo mukwane mhani zvamukutaura izvi zvotoratidza kuti hamutozive anything about him mamungori mai vezita vavasina kana help muhupenyu u were good as dead nxaaa mhani endai morara kana mashaya nyaya kwete kutaura kwamusina kuswera nxaaa mhani
????imi mai ava kaa vanoda kurohwa chete
Ah ah ?
Mhataaaaaaaaa iweeeeeeeeeeee… Ma reporter moda kuti tsamwisireiko isu tichiri kuchema Sauro. None of his relatives know anything about him. Stick to interviewing his real family the Streets/Ghetto not that pathetic excuse of relatives…
Imi amai mune manyepo. Makauraya amai vaSawuro kuti mutore baba vake nemba