SOUL JAH LOVE FRIEND TELLS ZVAAKAUDZWA NASAURO BEFORE AFA (WATCH VIDEO 2021) Posted by Ziso Regondo Tv | Feb 18, 2021 | Soul Jah Love | 19 | source Share this:FacebookXLike this:Like Loading... Related
ReggaeVybez Family on February 18, 2021 at 10:49 am Hanzi akafa nechirwere chesugar…. Rest in power general ?? Reply
sky_yut_officials. on February 18, 2021 at 12:27 pm makachekeresa sauro tikuzviziva mwari avenemwi #vakuzviziva Reply
obey daniel masinire on February 18, 2021 at 1:53 pm Ndikakuona futi usina kupfeka mask panhamo ndiri kukumamisa hangu! Kana uchifunga ndiri kutamba uzvite futi nhasi zvanhezuro uchimhanyira Killer T sehure…#MaskUp Reply
kuzivah on February 18, 2021 at 2:05 pm Aiwa takakuona ucchimhanyira killer T usina akapfeka mask? Reply
Masline Chachona on February 20, 2021 at 6:30 am Tatellious haanyepe ???tinomuti anopenga asi zvinenge zviri chokwadi RIP Sauro Chibaba ??? Reply
Junerose Kahari on February 21, 2021 at 9:59 am Pese pafa munhu hapashaikwe muroyi! Imika, dai magara pasi mufeme Reply
Rumbidzai Mafaune on February 24, 2021 at 11:04 am Anyone anoda kundudzawo hanzii nanaJah Man ava kana chandanzwa Reply
Ellen James on February 24, 2021 at 7:17 pm KANA NDAFA NDODA MUGOZIVA ZVIMWE ZVAMUCHAUDZWA MANYEPO Reply
Nyarry Gee on February 26, 2021 at 4:46 pm Seems like everyone akasiiwa awudzwa something na Sauro Reply
Hanzi akafa nechirwere chesugar…. Rest in power general ??
Nakuona kunhamo iwe???
makachekeresa sauro tikuzviziva mwari avenemwi #vakuzviziva
MYSRIEP
Ndikakuona futi usina kupfeka mask panhamo ndiri kukumamisa hangu! Kana uchifunga ndiri kutamba uzvite futi nhasi zvanhezuro uchimhanyira Killer T sehure…#MaskUp
Aiwa takakuona ucchimhanyira killer T usina akapfeka mask?
Buju masimbisa
passion javas angel of doom darkness
Webber
Webster Tukuta wadii
javas akasvikako vanhu batai munhu
boss webber tuku
Ndakakuudzai kuti Java anochekeresa
Tatellious haanyepe ???tinomuti anopenga asi zvinenge zviri chokwadi RIP Sauro Chibaba ???
Ma1
Pese pafa munhu hapashaikwe muroyi! Imika, dai magara pasi mufeme
Anyone anoda kundudzawo hanzii nanaJah Man ava kana chandanzwa
KANA NDAFA NDODA MUGOZIVA ZVIMWE ZVAMUCHAUDZWA MANYEPO
Seems like everyone akasiiwa awudzwa something na Sauro