Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Hauna nyaya iwe
Ha mutoriro uwo
Haasi madrugs hr vanhu vakawanda madrugs avaita zvisizvo
Vaimbi vazhinji vakuromba shame.kune wandakanzwa vachiti akasangana neumwe kuInyanga Ari muimbi zveshuwawo aita mukurumbira munhu iyeye
Mutoriro uyo hapana kuromba apo
Aaaaa
Maya these are hallucinations that's crystal meth kwete zva sekuru avo
??????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????????
? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ? ?
Sparks wangu. Vanhu havanzwisisi vanoda zvirinyore sehonye Vanhu havachadi kuzviitira zvinobuda nedikita vakutsvaga kuromba mishonga asi hazvina rwendo misoro yevanhu inemvura, madokonono chaiwo vamwe varikuita zvinopedza dzinga nekuda kuromba. Kupengesa vanhu kukonzera ngozi mumamisha nekuda kwehurombwa mazvokuda aya
Varikuisa dislike ndorimwe team racho iroro hariidi kubatiswa chokwadi asi kana zvabhedha unovaona vamwe vanotosvika kunana Tiller chaiko votsvaga help unorumwa nechokuchera
Kuromba kwakaipa hama
Ndokumbirawo number dzenyu DJ panenyaya yatodakuita
Kkk honai sekuru vacho… Vanenge vakatorohwa zvavo nedombo apa hona mromo zvauri kuitwa
Haaaa azviko
Gumi ft???
Mwari ngavatibatsire
Mombe gumi ahhhhh kkkkkk
To be honest horra uyo . Idombo rikumutenderedza msoro
This is all fake . Those people varkunyebera kubvunzana nemdhara asiri n'anga . Sabotage kumangoma idzo. ?????
Follow this story and watch Drewmas TV how he stays on the story finding victims finding proof u will hit a million and be free
Mombe dzakawandisa what if ariye akagadzira kuti wadzoke nemombe
Kun,anga kupi mutoriro uyo haa tsek musatinyepere