#vanchoga2020 #vanchogavuligate #vanchogavhuragate#vanchogapindikiti #vanchogajohn #vanvhogavanhuvanovhunduka#vanchogamusic #vanchogawekwamudzviti #vanchogaftaypoyo #vabchogazimdancehall #zimdancehall2020 #sehcalaz2020 #vanchogalatest
Rate Van Choga john Vuli Gate Remix Out of 10 (2020)
source
But ndikushaya kuti vanhu havasi kunakirwa sei hangu kkk
Mr President of Energy kk
Nxeeee akusiyeke choga
Kkkkkkkkkkkkkkk
Anotofanira kutamba pari open
Uyuwo uyu
??????
Uyu anorwara wamunoti van choga
Kkkkkk art hakuna chinhu chisina musoro????
Van choga ma hora musanyeperwe zvenyu gyz
Kkkkk choga wenyuka
?????
Van choga vane moto mutsoka
???but uyu vamunoti vag chog haapengi here zveshuwa
Kkkkkkkkkkkkkkk pkp kani
We're just hoping Van Choga will visit UK
But akatadxei mfce uyu he did very well
I'm in stitches with laughter ????
I now hate Van Choga after this song?
Mmmm van choga mbanje unodziwanza
Van choga iLegend guys my hero ndiro gaffa manje kkkkk
Atisekesa nema sasko
Haaaa ma1 ngoma iroo 10 out of 10
????? haaaa kababa kanopenga ako kkkkk
Van choga arikusimba in the long run pachange pasisina action because energy panenge pasisisina
Handirwadzirwe hangu naye but this tym atadza asvava tomup -10 uyo he sucked this time
choga to the world
sparks zvimwe munaita muchiona zero our of thousand apa simba raarikushandisa rakavanda ngaabvumevo kudarikwa nezvimwe apa akapunda akapera
Yaa ndofunga sparks murikuita mari coz ummm murikungavha chaizvo
Kkkkk vanchoga mahwambi mrambi mdara
Kkkkkkkkkk zvanzi hapana kwatiri kuenda
Van Choga vane energy haaaaaa ma trials
Tosvika kupi nana van choga vanenge vakangozara nema remix
Choga 10.idzo mkoma sparks
sparks wakavenga van choga iwe
Van choga ngaapiswe anotijairira
Hayi akusiyikho lokhu total
Vakabhaiza big time ????
Akanyanya
Aaa but rakapenga kk??????????????????
Van choga ???
Har mahwan8??
Ukanzwa godo navan choga haupore iwewe musoro bhangu ukutaura zvekupenga ,big up van choga zvazviro izvo
Kkkkkkkkkkk
Mapara a jazz