Tatelicious was live.
Talks of Ammara Brown activities allegedly revealed by her best friend and and former Ginimbiassociate.
source
Tatelicious was live.
Talks of Ammara Brown activities allegedly revealed by her best friend and and former Ginimbiassociate.
source
??????? tatelicous the she is concetrating
Yeah Tatelicious mawoko ndeye Chirume straight
haaa mfesi uyu so
Kkk kkk it's true very very true
It's the hands for me ??????
Ukawana nguva ukwane zibenzi repa social media, musoro bhangu wakasiya mukadzi achitambura ku zim uchinoita ngochani
Nxaa
????Ammara anoda chibhakera..Tate ka
Kkkkk
Hanz Mary pfeka hat vasakuone,verandah hat kwiba ?????
Svoto svoto kkkkk
????Tate kuona face yako chete ndonzwa kuda kuseka.Unondinakidza hangu????
Dear Mr or madam
The problem is you don’t speak in English mama
Try to translate please
Kkkkkk best commedy
Taurai zvenyu neshona inyaya dzemusha idzi.tatelicious anonakidza henyu haatambi naJehovah kungotuka vanhu haaity zvomupa munyama sa….,m
Kkkkkkkkkkk kkkkkkk kkkkkkk kkkkk unoiteiko tatenda nhaiwe
Regai ndiseke hngu Tate ka??????
But tsano ava movasekerera, zvenyu, vanoda kutswanywa
Kkkkkk
kkkkkkkk tatesooo
Queen makuhwa kkkkkkk
Kkkkkkkkk uyo muchinda uyo unozviitisa
Zvababa Tanya ndazvitadza ini??
Hanzi Mary makumbo makumbo maoko kkkkkkkkkkkkkk
Kkkkk taaaatee hanzi siyana nezvisekuru zvevanu ndaseka hngu
Iri saskamu iri ngariite mushe
Kkkk tete hanzi pfeka het vssakuone Amarah kkkkkl
Achazokumbira ruregerero zvake zvaakaita kuna Tilda
tate akupenga
Get a lie Mr Tatelicious
Ko Mwana akazodii kule tate handina kunzwa ma DNA test kuti akazobuda sei
Muri murome here kana kuti Muri mukadzi
I love you uncle Queen
Is this a man or a woman?