Tatelicious atamba ChiSahwira Parufu rwaJah Love nekuundura maZim artist kusanganisira Winky D
#SoulJahLove #QueenTatelicious #WinkyD #Bigman #Gaffa #RIP
source
Tatelicious atamba ChiSahwira Parufu rwaJah Love nekuundura maZim artist kusanganisira Winky D
#SoulJahLove #QueenTatelicious #WinkyD #Bigman #Gaffa #RIP
source
Sahwira Mukuru Tatelicious
Words of wisdom love u tete
Sad news?????
SIYA WINKY D IWEWE
Chokwadi chisingapunze hukama
NEWEWO SAURO HAUNA CHAWAKAMUPA
Ndiko kakaimba ndipeyi sando dzangu
Ndozvinonetsa varume ava vanonyepa kuti vakadz vanenge vachingotsvaga beef chete
Ko iwewe taterishiyasi wakambomupawo chii iye sauro wacho hoo nhai vamwe ndoo vanonzi vasanyora tsamba refu dzekiti rest in peace asi iwe chete ndiwe unobvumirwa kutaura zvakawanda unotaura chokwadi chenhema iwewe
Wicky idako
Iwe wakamupei zvinei newe zvelove life yaWinky unongodhomokawo iwe.There is lot of rich artists in Zim vakamupei Sauro.Hapana asina kurwadziwa naChibaba
Thanx tate sure anoporesa munu ndimwari, my hrt z bleeding??? Fambai zvakanaka Sauro…. soul…. jah….luv
Rip Souljar love,aiwa Winky atoribhoo ,ndoozvaanoda.haadi life yake kuiswa pasocial media.
Winky D ??♂️??♂️does his stuff in private ska he doesn't have to publish that he helped sauro. Amana tatelicius needs to grow up just because we didn't see winky helping sauro. Azvireve kuty they hated each other . Tatelicius ngaande kunopihwa blambi rake mhany akuda kuti netsa manje???
Koiwewe wakamubatsira neiko waida kuti winky afambe achitaura kuti ndazobatsira Sauro here .unopenga iwewe newewe ukuda kutozikanwa kuswera uchitaura pasocial media
Haaa iwe usada kubatana nevanhu iwe wacho wakamubatsira nei nguva ndeyamwari zorora murugare
Iwe wakaitei
Ko nhaiwe waidi kumubatsira siya vanhu Tate usada kutemesa vanhu musoro. Winky asi unoda kti akunlpewo kani coz pavanhu vese wati nate ndiye aita sei
vamwe vana vevanhu sooka
Saka iwe warwadziwa nekuti anyora long masage ko iwewe zvauri kugara kuchando waidii kumubatsira ,Bhodhirishasi unorwara
Tete ndokudira kutaura chokwadi haunyepi
Eysh sauro shaa ndichaimbirwa naniko a kochimbuya icho chikutiiko asi achakutopenga kani kushaya kwekutambira kushaya basa chaiko nhai andibhohwa mhan uyooo
is this bitch so sure kuti he never help jah luv?. y didnt he or she help jahluv herself.
Tatelicious ka
Tatelicious is saying the truth even Sauro said it himself but Tatelicious is wrong nekutuka vanhu
Chokwadi hachiputsi hukama
Mmmmm this is bad Tatelicious…..unoda here kuti winky d auye kwauri achikuudza kuti aimubatsira…..
Thixo ????
Asi apinda mumusoro kani
Irindorinonzi benzi kuti chirwere here chikunetsa maiava
I dont know why pipo always say Winky d haabatsire hee haana waanobatsira yet u dnt know his private life. He even sang abour kakupa kane kuvhaira kekuti muonekwe and he quotes a bible verse chaitwa nerudyi ruboshwe rusaziva.. no one knows who Winky D does or does not help coz he keeps his life private !!!
ko iwe wakamupei satinyaudze
Haiwawo ukwane iwe murume iwe
It's true winkyDee imbwa
Uyu anorwara uyu RIP chibaba
Asi ndisingataure zvevamwe vanhu dai ruremekedzo rwaakapihwa afa dai vakamupa Ari mupenyu dai asina kufa nekuti pamusoro pacho vaimuwedzera stress
trueee
Wakupenga iwe
Chakakosha kubatsira vanhu vasingazive
Iwe ziva zvehungochani wambonzwa congering family ichiita complain na Winky which means vane zvavanoziva ukuda kuudzwa twese twaitika kuno kuti ndiwe ani report nyaya dzeikoko mupfanha iwewe kuno tine vanotiudza dzekuno handiti wakatotiza kuno
But Tate ndokuda hangu
Yess, vane fake love ko iwe une genuine love wakamuitirei, or urikuitirei vapenyu vasara ava???