prophet passion java put his iPhone in water with itel challenge Posted by YOUNG FLEX MEDIA | Apr 27, 2021 | Passion Java | 41 | prophet passion java put his iPhone in water with itel challenge accepted source Share this:FacebookXLike this:Like Loading... Related
Musiiwa Thomas on April 27, 2021 at 9:56 am Zvokwadi nyika yedu inoda muparidzi weChokwadi Apostle TF varipiko vakwapaidze magwaro hedu tifambe Reply
Fungi Fungi on April 28, 2021 at 4:45 pm Regai anakirwe he is young ichi nguva yake kana akura panenge pasisina nguva dzama drama idzi kkk Reply
Norry Makirini on June 1, 2021 at 1:35 pm Vanhu pakapusawo imi adii kudzisiya kwenguva refu zvaifa izvi Reply
We are cursed as a nation indeed???
Mapisarema munorema ngenyi
Zvokwadi nyika yedu inoda muparidzi weChokwadi
Apostle TF varipiko vakwapaidze magwaro hedu tifambe
Mukandipawo 1 munenge maitabasa shuwa
Iteri
Kkkk
Gafa Mapisarema shuwa
Haaa apa maratidza huPisarema
Kkkk kana mazogara Java anombofarisa hake
Haaa mava remera sure
Akuna prophet akadai
Ko fone inofanira kushandiswa mumvura here?
Regai anakirwe he is young ichi nguva yake kana akura panenge pasisina nguva dzama drama idzi kkk
Kkkķkk Kkķkk
Maitiro ema satanist, m
Haaa iyi challenge ita wega hako
Usaburitse zvinhu zvabutitswa kare please
Ndipei hangu mai tel acho kkkk
Hahahaha
boe hre amana
Usazodaro?????
Kkkkk siyanai naye?????
Kkkk itel musoro banguu
Uummm vanoshandisa ma itel challenge ka iyo ……
Ngenyiiiii
Kkkkk yesayaa iPhone ndochivheti
Wadii wasiya ma4ni aya nguva refu uone hako
Vanhu pakapusawo imi adii kudzisiya kwenguva refu zvaifa izvi
pusiswai
Some phones are useless ITEL you ???
putseke kushataa
Itero ngenyiiii
??? asi ngenyi
Ngenyiiii muporofita muchdaro kkkkkk
Passion ndipoo mari
Kkklol
Number
Takapiwa Muporofita na mwari
Manyepa
Maka nyanya javha?
Lies that item was dead already
macomments ndriko ita plan