Prophet Passion Java celebrates Soul Jah love Nzwisiso as it is a kopo to Seh Calaz
#sehcalazdiss #prophetpassionjava #sehcalaz #Nzwisiso #passionjava #souljahlove
source
Prophet Passion Java celebrates Soul Jah love Nzwisiso as it is a kopo to Seh Calaz
#sehcalazdiss #prophetpassionjava #sehcalaz #Nzwisiso #passionjava #souljahlove
source
Akuremerwa nechitunha
Kopoooo
Seh Calaz ane nzungu,akapera kare
Better content
https://youtu.be/lsdMVtLaWG0
Uyu anorwa uyu
haaa uyu kutuka kupedza nguva arikurarama life yaanoda akati ndrkuda lampo nhasi anotenga apa oda kunetsana nearikufamba ne c180 mercedes benz kikiki anokukoporai mukakwana kkk
A Man with vision,charisma and wisdom.Everytime his haters talk or think about him he prospers.If they become angry to the point of burning their faces off money flows double double into his bank account.Prophet Passion Java Kopo,Kopo Haters. ❤️❤️❤️ God bless this Zimbabwean blessing.
Munhu uyu haana kunyatsokwana. Ngaasiyana nekunetsana nemaArtists. Haumanikidze munhu
Bhanditi to the fullest ??
Uyu munhu anobvira.
ikozvino zvauri zvabuda pachena..uri satani chaiye…why did u kill souljah love
Varungu varipanhamo kuchando ukoo
Prophet , rovai mubhanditi kopoo, dzungu rakawandisa…. Kopooo….
Yaaah anopanza chete mabhandit, kopooo papa
Moyo uyo
https://youtu.be/D1Hi98GERDU
uku ndokunonzi kushaya uku
anorwadziwa nemi Java anopenga