About The Author
Related Posts
20 Comments
Leave a reply Cancel reply
Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Ndezvekumama izvi
Haaa team iri Passion naTowers ndaimbokufarirai bt apa makurasika…….shame on you
Team risingaoni bigger picture …since when zvinhu zvakaoma munyika …ngaite easy Muface uyooo
Mbavha dzeZanu idzi n xaaaa
Politics is a dirty game-the love of men is fake and conditional
Kune corona sei uchivunganidza vanhu satan unoda kuuraisa vanhu nekorona apa hamuna mask
??Kuvenga apa kupedza nguva
Java usatore advantage yeurombo hwevanhu
Pfutseke java kungowawata vanhu varikufa nenzara ndochii ichocho
Paichabva muchagarira kuamerica
Msunu yenu nxaaa
Musapusiswe by this profiting thief. Stealing from the poor..
Kupururudza kumba kunenzara.. mvura muma tap ma dam acho arikurura vhura kwa ndokutsotsonya chete ne ku state house here, hamuna kana magetsi chaiwo. Maroad vanhu vaopera kufa nema pothole. Oh Give us a break!!!
Muchasvinura rinhi MaZimba. Baba vendor, mai vendor, vana mavendor, vakuwasha nevaroora mavendor. What support is this occult priest talking about. Ma graduates Haana mabasa, and madoctors nema teachers vatindivara nenhamo. Health system destroyed. Musajairira nhamo kudaro veduwe. ?
May God open the eyes of your understanding and give you wisdom.
#Registertovote and change your life and that of generations to come❣️?❤️
Thank you for asking them the question why they are supporting ED. They should know not all people are fools.
Mayouths apiko akupihwa support vanhu vachiswerera mutoriro pamwe nekushaya mabasa
Iduzvi iri akasya awakisa Parliament ndiRobert
Kkkk chirema chinenazano kutsvaga Mari do u know vanotoziva kuti munangagwa zero bt big support inovatera vachidya nayo
matuzvi evanhu
Towers dako ra…..m…yako
kupusisa Dj Tawaz kkkkk
If you don't do politics why you talk about him . As you by people chicken inn when I was growing up my father told me if you want nice things you gona have to work and have then.. free things they don't lust this message is for panganai