Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Calaz akakuudza zvese unoshandisa mari nhasi hauna kuibuditsa chiona zvawakuitwa haudiwe panganai
Pandaona pakanzi attacked ndafunga akatorohwa kana kuitasei, izvi zvekuti haana kutobuda kana panze, kana macomments acho pamwe haana kutoanzwa,
Dayi mukakauraya
Yawandisa akuita yekupa vanhu repentance is needed,
Mabhadhit akazvitaura ngenyiiiiii nhasi wakoporwa
?????????
Iwe wakaramba uchiudzwa na calaz kuti hawumupinde mu mbare
Calaz akataura wani kt vanhu havamude vanongoda mari yake chete now it has been proved
Hanzi anoshamisirei, anongopinda wo mu toiret seni ?
Saka gurumwandira rese iro ririkumuteera kuti rikandirwe mari?
Finish
What an embarrassment for our great Zimbabwe
Siya something kana uchizviti uri mbinga kkkkkkkkk
Chero20bond haina kubuda
haudzokeko futi ikikikiki
Ko kuzvishandira unodirei kukandirwa mari
chasers kupwanyirwa zvimota
and where's corona as the people crowding like this
Kakagonekwa kabenzi ako
Nothing is for free imi, go and hustle uko chupeti
Yoo this guy
vanhu vekuMambare zivai pekuvhotera musiyei Java mari yei
Yapinda busy ngochani iyi
He deserves it, Man is a fake.
Kukupai mar? That's his money. ED had more money but do u expect him to throw money? Make your own money