#passionjava2021 #passionjavarecords #jahprayzah2021 #jahprayzahlatestsongs #jahprayzahalbum #jahprayzahsongs #passionjavavideo #passionjava
Passion Java Attack Jah prayzah Hanzi pa bonde anongoti pa bonde Gaga (2021)
source
#passionjava2021 #passionjavarecords #jahprayzah2021 #jahprayzahlatestsongs #jahprayzahalbum #jahprayzahsongs #passionjavavideo #passionjava
Passion Java Attack Jah prayzah Hanzi pa bonde anongoti pa bonde Gaga (2021)
source
Mr Passion Java you should have self respect you couldn't even satisfy your own woman now you want to attack Jah Prayzah mukwane tsano
Introduction mnje. Sparks ka?
Yiiiiiiiiiiiiiii yamaaaaaaaaaaaaaaaan Salibonani saliboni….. ????
That person atuka Java akecha because she is Tapiwa Mukombe, yet Jah is Mukudzeyi Mukombe. Likely they are related. So azvitora personal
?
Usadenha java musoro bhangu wako wasiya nani ndimi dzako bond randibuner
Its not funny a Prophet need to be preaching the gospel
Zvekumama izvo zvaJava and zvebasa reyi
java mhata yake
java mhata yake
Iwe Java mkosho wako nxaaa jp aita sei haatuke munhu anozviraramira nekudya cheziya nemhuri yake iwe kana zvinhu zvawakaromba zvokupenza enda undozvidzorera kwawakazvitora
kambwa ako munhu akafirwa manje aakuto tuka vanhu vasinga mutsvage muhupenyu hwavo kamb
waaaaaaaaaa
Well i wouldnt want to hear tht from a prophet it might be True but be civilized Mr Java…..chemai amai kana gore handifunge rati rapera
Passion java ndosaka wakadzingiwa kunhamo yaGinimbi
Passion ibenzi
Manje JP haakupindure haashnde ikoko Java unodenha shame
uyu wamunoti JAVA arikuteera Ginimbi very soon watch out
haiwawo prophet wenhemaa ndiwe wakaromba zviri pachena iweee
Kkkkkkk that guy is serious
Dj sparks uno compare jah praizah munhu we tik tok negafa wakupusa,
Java wakuzviwanza manje bho here
Prophet ma1 ah yas
Ga Ga kasi anovata nevamwe varume Java uyu ,zvevamwe varume waziva sei bvapo apo !!!
Zvaari duzvi nhayi java
zvakaoma sure
Passion java kambwa kemunhu Jah Prayzah siyana nekanzenza ako kanopenga usakapindure pfungwa dzakena dzizere magoooh ndosaka kakanzi naQueen hakasi prophet wozvomweya tsvee kuchema mai
Java mukosho wake haatozive kuti murume murefu ndiye anonyanyosvira ..ngaasiyane na jah p ngaazive zvekadora kake
Gore rino igore rekufumurwa kwemaporofita enhema. Vamwe vakafumurwa na J Israel, vamwe ne South African police, vamwe ndovarikudai kuzvifumura wega. Unobuda rudzi chete. Fumukam!
Pamwe Java akamboona kwirirwa mukadzi na Jah Praz
Jp should make a song attacking java that would be intresting to listen
Atanga Java, Ginimbi waadato hakuchina kaa akutsvaga wekutangana naye.
Passion Java kambwa kemunhu….Jah akutadzirei…ginimbi akafa(RIP G) wakushaya wekutuka..siyana naJah praizer
Kumhata kwako iwewe wacho
Ndozvinoita masatanic kushaya zvekuita imi mukaona zvaanenge anyora musazvitora siyai zvakadaro munoshandiwa nevanezvikwambo zvavo
Respect yourself PJ
Kkkkkkk ukaona uchitora side apa ndiwe unotodhunya ???????
Usazoderoi
Usawanze nhorondo
kadora kaJava takakaona isu
Kkkkkkkk
Java hauna hunhu
Rasta makubhowa monyaya kutaurisa
Madhokorosi ako Java ita hunhu
Passion hauna hunhu mufana iwe taura zvako nemukadzi wako