Olinda kwana!!Ndotenda Gore rese here???? Full live on my Main Facebook Page Posted by TATELICIOUS KARIGAMBE-SANDBERG | Mar 27, 2022 | Ammara Brown | 25 | Full live link below source Share this:FacebookXLike this:Like Loading... Related
Luckson Mandere on March 27, 2022 at 1:13 pm Queen vevanhu we love you ❤️❤️❤️ Makatotenda imimi and that was enough ??? Reply
Mabu Lepuru on March 27, 2022 at 1:14 pm Tate I miss seeing your dogs around you, it’s like something is missing especially Mandela? Reply
Swema Richardmakonope on March 27, 2022 at 1:17 pm I miss chaminuka and other dogs Tate but it will be ok Reply
Lebina Maposa on March 27, 2022 at 4:46 pm Queen unotopenga chete kkkkkkkk sas rako so,but tiri kufara nekuti taonawo uchiratidza kufara Reply
Spelile Madure on March 27, 2022 at 5:03 pm Tatenda Karigambe zvakakuomera shuwa,ko ukangotenda unobvei Reply
Likkle Ronnie on March 27, 2022 at 5:25 pm Vanhu vakakupa neruboshwe vanenge vachitoda kati rudyi azive kani Reply
TO GOD BE THE GLORY on March 27, 2022 at 5:28 pm TENDAIWO ZVAMUNOITIRWA NEVANA VEVAMWE IMI God will judge you Reply
Regis Chigaramasimbe on March 27, 2022 at 5:33 pm ndaswera ndisina kumboseka nhasi but nekuda Kwa Queen ndaseka ???? Reply
Sasha Sithole on March 27, 2022 at 9:09 pm Tate love you ,Olinda naTate mafriends vanhu Ava ,musaipinda guys Reply
Our Family Cutest Manchin on March 27, 2022 at 11:08 pm Anonakudza have Tatenda despite nyaya dzake. Reply
Samson Nyamangwanda on March 28, 2022 at 5:02 am I miss you ??? lot queen love you nomatter what , I miss the dogs ne speaker reguhwa , everything will be fine Reply
Kkkkkk Tatelicious achirimupenyu?
Queen vevanhu we love you ❤️❤️❤️
Makatotenda imimi and that was enough ???
Tate I miss seeing your dogs around you, it’s like something is missing especially Mandela?
I miss chaminuka and other dogs Tate but it will be ok
Love ? u queen vedu
Happy to c u palive tete
Love you queen
The caller was something else
Love tete
Queen unotopenga chete kkkkkkkk sas rako so,but tiri kufara nekuti taonawo uchiratidza kufara
Kkkk makwikwi
Tatenda Karigambe zvakakuomera shuwa,ko ukangotenda unobvei
Vanhu vakakupa neruboshwe vanenge vachitoda kati rudyi azive kani
TENDAIWO ZVAMUNOITIRWA NEVANA VEVAMWE IMI God will judge you
ndaswera ndisina kumboseka nhasi but nekuda Kwa Queen ndaseka ????
Tate atanga ummmm
Kkkkk big up tate
Tate ibasa
Tate love you ,Olinda naTate mafriends vanhu Ava ,musaipinda guys
Mari yebakayawo ????
Anonakudza have Tatenda despite nyaya dzake.
Kupuna puna???
I miss you ??? lot queen love you nomatter what , I miss the dogs ne speaker reguhwa , everything will be fine
??????
Queen muudze mukaradhi uyo anoganhira nepaasingakwane.