Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Uuum hazvizodi public izvi zvehukama
Vakafumuka vanhu ava
Vese mapenzi kushandiswa nasatani ketina kura you are there to mantain vanin,ina ava even mama vedu vaburitse muma tok tok plz makanyanya tsvakai Mwari n uywo wa nox uchiri muroora here ey ey ma zim zim may the mantaining ANGELES STAND n kety your young mmmm muromo uyu eyey family yose munowanei
Haaayas Nox takakuudza kuti mahure aya achakudonedza always unenge uchingoiswa muzvinyaya Tarini stop asking vakadzi vanenge vanyengwa sewewo shaaa zvinotoita worse
But tylin anenge ari right apa
Kana mwana akaremara zvine basa here zvinowanikwa ko iye mridzi wemwa asi anonyara naye mwana wake anovanza kovanhu vakaziva zvine basa reyi mwana ndewake haasi we vanhu mwana chipo veduwe
Vakashata vakadzi avo,kutaurisa futi