#souljahlove #sehcalazmusic #passionjavarecords #passionjavamusic #passionjava #sehcalaz #sehcalaz2021zimdancehall #sehcalazandpassionjava
MASHURA : Seh calaz expose Passion java (AKACHEKERESA SOUL JAH LOVE)
source
#souljahlove #sehcalazmusic #passionjavarecords #passionjavamusic #passionjava #sehcalaz #sehcalaz2021zimdancehall #sehcalazandpassionjava
MASHURA : Seh calaz expose Passion java (AKACHEKERESA SOUL JAH LOVE)
source
Hie guys please like and follow our Facebook page zim reality eye TV follow link for latest zim celebs treding stories Latest
Link https://www.facebook.com/Zimrealityeyetv/
Passion mudhoto??
Well said
Kana panyaya yauyu kanjiva I suspect java Kuti Ane zvaakaita mwana nxaa ndakakamaka kamunhu ikaka
Taizviziya hedu kuti chokwadi chichabuda pachena Java handina kumbonakirwa naye kubva pakutanga
Tru jah luv takachema tichingomuziira pamangona….wise calaz
Am scared that you are a follower. You shouldn't have been knowing a lot about Passion if you weren't. And as well it is a result of hatred. Literally I don't support the agenda behind Passion's actions. But we shouldn't predict that he possibly killed someone unless you were involved. And I think you should practice acting mature and use simple logistics to live a normal life
Mukwapaidzeyi bhanditi
Passion anondibhohwa zvekusvika paku rutsa his not a man enough he behaves like a child
CALAZ MAPEDZA ………….YEA THIS PASSION JAVA GUY ANODA KUNYANYO SVORA MAGHETTO YUTS STEREK WHEREAS NDOVANHU VACHO FTI VAKUPUSISA VACHIMUITISA MBIRI
So deep
???? Calaz kkkkkk wandiuraya nhasi! Hanzi kana maface aya ari murume wako uri patight ?
i love seh calaz shame, this guy is a legend. you cant stop a legend you will get hurt
Ichi ndoo chokwadi munhu dzikama pavanhu
Seh Calaz to di fullest big op mabhanditi ati miswe ne zvisina basa zvana Java izvo
Well said,mashoko makuru
This is so deep Calaz ! Ane nzeve dzekunzwa anzwa hake.
yah good calaz muudze chokwadi msoro wenyimo uyo murwere webrains chaidzo
Java is a devil ndisatan this is not news we know his played a part in soul jah s death but we call for Judge upon him in Jesus name zimbabwe open your eyes
Mudze wank ???
Ndabatikana wena ; that’s matured
Boss Yallah?????????????
ma1
Waundura munhu Rasta ,big up ras haaa maturity bhoo ,
Great speech
Bhanditi for real and for ever check
Taura hako iwe anzwe dai irihama yako iri kunzwaro waidii chokwadi chinorwadza kufara pamusoro pevanhu vasina mari ngasiyane nechibaba chedu haumuchinje Zita iwe thank you calaz tsiurai chief
Java waka crosser limit
Chero hupastor hwake ndinotoshaya kuti huripapi
Fair wangu
Java ava kunyanya show off now. Ukaona wodaro mazuva ako panyika ava mashoma
Keep it up calaz well said
Well done Calaz
Yes Boss
Gud calz chokwadi ndicho chawakamuudza kana ane nzeve anzwa
This guy mwari ngaakukomborere ……waratidza maturity apa…..
Chibaba Calaz high5 bro asvotwa ngarutse
Calaz munhu mukuru
Seh calaz munoshaya.. Tsvaga mariii kwete kuswera uchitaura nonsense..
Apa Calaz akataura chokwadi gava iro rikubhaiza rough
Soul Jah love was Our Zim Vybes Kartel
Java crossed all limits . Well said
???
well said?
Thank u seh calaz✌️
I like the way you talk bro,,,,, that's real life
Calaz makazoti akaroora here ?Ndipindurei fast ndiripakumhanya.
Java akauraya Jah love haisi secret
Ndiye akaba bag ramushonga wake uyu dako Java putseki dako ndosaka waikotamiswa kurohwa doggy ne nevamwe varume ku America