mai tt respond to nyaya ya winky d yekuramba kuuya kumuchato | 2022 news Posted by Zim Reality Eye Tv | Apr 7, 2022 | Winky D | 22 | #winkydhappyagain #zimrealityeyetv #winkydvideo #maittdiarys #maitt source Share this:FacebookXLike this:Like Loading... Related
Dorcas Sithole on April 7, 2022 at 11:42 am Winky D munhu mukuru haangayendi kumuchato wamai Titi Reply
Talent Kahari on April 7, 2022 at 12:11 pm Imi Mai TT Maida kudeedzera winky $500 here ,sick money iyoyo munotarisira winky zvekudaro anorema uya hamukwanise kumuhire uya ?? mungatohire ana Jah master pamwe vangabvume Reply
Tau Humba Chits on April 7, 2022 at 12:26 pm It’s enough for boys rinoridza maCD not Gafa rineBand..Try those boys who sang KOPO Reply
Florence Zunzanyika on April 7, 2022 at 12:46 pm UMMM VANHU MAKUZONDI BHOWA MANJE WINKY D MUHOMBE KUITSA SEIKO KWACHO MUNOTAURA KUTI HE IS WORTH THAN GOD WHO GIVES YOUR LIFE DAY AND NIGHT Reply
?MISIKEISE CHAPS? on April 7, 2022 at 2:09 pm Akuda kuvhara uya mai titi ? ? windy akaramba fulstop ayika Reply
Loveness Mapanzure on April 7, 2022 at 3:22 pm Fake news I think kuti H metro yaka draw nyaya inotengesa paper Reply
Ngonie Nyawo on April 7, 2022 at 4:23 pm MA GAFFA ANONOTSVAKEI KWAMAI TITI, WHO IS MY TITI NGAVAENDE KWA KOPO HAMENO KUTII CHII ICHOCHO Reply
Lwandile Naome on April 8, 2022 at 2:42 am Winky D is not ZANU PF affiliated Hence he removed to be made a clown ?… Reply
gladiolye on April 8, 2022 at 6:49 am Dai Aida hake Gaffa aitovaridzira for free, but he is very principled, anything to do with ZANUPf havadi. Kana Java akarambirwa kakawanda. Ndozvaari and it is his right. Kwete I kwete. He doesn’t mix with clowns. Reply
Primrose Salika on April 8, 2022 at 8:41 am Kkkkkkkkkk social media l wonder zvii zvinenge zvaku itika in the next 5 years Reply
Tsatsawani Hlengwe on April 9, 2022 at 6:53 am Hatisati tamboona vanhu vachichata nema song awinky chero kuita masep emuchato chero kuhaiwa kumuchato Reply
Eli V Kas on April 10, 2022 at 7:25 am Winky d is not even wedding vibes ndezveku ghetto izvor or kuchitungwizwa not for wedding Reply
lena Peace on April 12, 2022 at 10:49 am if you saying Winky is big ,hw come there was Kelly Khumalo Reply
Winky D munhu mukuru haangayendi kumuchato wamai Titi
Imi Mai TT Maida kudeedzera winky $500 here ,sick money iyoyo munotarisira winky zvekudaro anorema uya hamukwanise kumuhire uya ?? mungatohire ana Jah master pamwe vangabvume
It’s enough for boys rinoridza maCD not Gafa rineBand..Try those boys who sang KOPO
UMMM VANHU MAKUZONDI BHOWA MANJE WINKY D MUHOMBE KUITSA SEIKO KWACHO MUNOTAURA KUTI HE IS WORTH THAN GOD WHO GIVES YOUR LIFE DAY AND NIGHT
Simbi hombe mawinky
https://youtu.be/iXqmizAKO94??
Akuda kuvhara uya mai titi ? ? windy akaramba fulstop ayika
Haaa icho makachisota Dj Sparks the Intro ma1??
Fake news I think kuti H metro yaka draw nyaya inotengesa paper
MA GAFFA ANONOTSVAKEI KWAMAI TITI, WHO IS MY TITI NGAVAENDE KWA KOPO HAMENO KUTII CHII ICHOCHO
Kkkkkk yaaa
Winky D is not ZANU PF affiliated
Hence he removed to be made a clown ?…
Dai Aida hake Gaffa aitovaridzira for free, but he is very principled, anything to do with ZANUPf havadi. Kana Java akarambirwa kakawanda. Ndozvaari and it is his right. Kwete I kwete. He doesn’t mix with clowns.
Kkkkkkkkkk social media l wonder zvii zvinenge zvaku itika in the next 5 years
Sparks!!!
Mari haiite ndochokwadi Mai tr kurwadziwa zvawo awo
W D havaite zvemuchato
Hatisati tamboona vanhu vachichata nema song awinky chero kuita masep emuchato chero kuhaiwa kumuchato
Adi kushedza Greatman?
Winky d is not even wedding vibes ndezveku ghetto izvor or kuchitungwizwa not for wedding
if you saying Winky is big ,hw come there was Kelly Khumalo
Winky is a big artist guys zvemuchato anosira vana