Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Careful your friends. Same birds flow together
Kokufonerana off social media Nhayi vana vanyamunhu?I'm not hating hangu but I'm finding ths so dramatic… Social media has swallowed the reality of life… Hamenooo Kuda zvinovafadza..
Madam boss vacho bodo varikunyatsonzwa here
Haaya
Ko kuudzana off e camera munobvei nhai. Zvinhu zvacho kuita kunge show off? hameno pamwe ndiko kufara kwacho, bt to me uhmm hazvinyatsoita. Vanhu vave kungoshayawo zvekutaura pa social media chokwadi
Nyaya dzamadam boss dzinongosanganiswa
Sisi fungi dzenyu mapedza here ….her gift will make way chiregai kukanika zvakatangwa nedenga…Mwari havabatsirwe …zvamuno ziva dai makatotanga murimi let her be makudzidzisa Mwari basa kuita kuva recruiter pahupenyu hwatyra kuvadzidzisa basa …she is your sister who belongs to a creator ndiwo mashoko angu
Muchazvirega henyu izvi zvekutsiura vanin'ina
Honorary doctorate and PhD are different. Mutisi uyo ndwepi
Let her be kkkkkkkkkk regai adye ganda rake reorange
Iwe doctor too much controling. Tarisai is old enough to know what's good and bad.
Chirungu kkkkkk yaa zvakaoma. Madii kutaura ne shona
Dr mutisi is your sister bt vanozonyanya kuucontroller ngoni ngaone zvese zvako what is so special pakuti mhofela vaone Netflix yako
?? Tyra wacho futi.
Hmmm hmm
Nonsense.
Dzungu
Fungai ndiyewekumbo tukwa na mai tt ka akanganwa she is too controlling
This is nonsense
Problem Zimbabwe has no qualified media personnel and standards this isnt content this rubbish honestly
Too controlling iwe doctor imhosva here kugara mumba mako
Gud tyra
Ma, Doctor ezvimarara ane noise ndapota mai awa ??
Imi too controlling chii chacho vanozivana vana vemunhumumwe and vanotozivana vasiyei vakadaro zvasis nemunin'inq hazvipindirwe
Achiverengei anogona kuverenga here plus English dololo…uyu wamunoti doctor Mtisi uyu nxaa asi ndiye ane remote yelife yaTarisai anondibhowa uyu
sis vekumboti Tyra igrade 5 chaiyo ???too much controlling fungai dzikama
Tsiurai munin'ina off air
Haaa ini ndiri madam boss ndaimuda hangu mumba memunhu uyu ummm anozonyanya kukuudzira zvekuita shem ko kumufonera zvekuuya pano ndozvinei