Lukkoh Chimwana Chasauro – Chinofa Nyama (Official Video) Soul Jah Love Farewell
Soul Jah Love Tribute
Soul Jah Love dedication
Soul Jah Love songs
#Lukkoh #SoulJahLove #ChinofaNyama
https://www.youtube.com/watch?v=Faby2c6QtRo
Soul Jah Love
Soul Jah Love burial
Soul Jah Love ndichafa rinhiko
Soul Jah Love songs
Soul Jah Love mbiya
Soul Jah Love wife
source
Aiwa. Kanyanya aka
Kugarwa naSauro kudaro???
Kkkkkkkkkkk shuwa kwakafa nyama
Keep it up bro unogona
Haaa a ndangandafunga ndisauro haaaa God bless you guys well done Haaa SAURO keep it up up
❤️❤️❤️❤️????????????????????
Musodzi yangu yaerera munhu wamwari
Sauro pacheke kkkkkk
Denon makamboimba mose achirimupenyu paibuda zvikukutu
Shuwa amuka mapfupa aSauroo,keep it up Chimwanaaa chaChibaba.
Yooooh that's excellent Lukkoh big up . Yaaah wakakugara mweya waSauro for sure. Zvatombova nani
Unechipo zveshuwa kwete zvekumanikidza
Sando dzako
I have never seen anything like this thank you Lukko??
Uuum great
Keep it up boy…wandifadza nekundi chemedza (mapfupa aSauro amuka kuvapedza simba)
ramba wakadoro chikomana ndiwe watowa sauro wanhasi takuto tewera iwewe ko zita ndiyani kuti tigare tamuziwawo
Aah kune vaiterera sauro they can identify the difference between the 2
Well done
Soulja vaphuka
Better!!
Kukokota,kutswaira nekusuka…unoda sando iwe.. ??
As good as sauro
Thanx to Karanganda TV which found this guy.. Rova ngoma
I love this song is so cute
Kwete blot na Jah child kurwirana chimuti munhu akasiirwa aripo
RIP Chibaba
Rebranding. Name not Chimwana chaSauro bt its rather Soul Jah Love II
Lukko zvauri Chibaba wani
Wakanyanya wangu this is jahlove's voice
this guy is something else. I love him so talented kuita kupnga nengoma
Vamwe vese sit down lukkoh bhora mugedhi
Sauro chaiyo!! Ndatofunga kuti ndiye Sauro!! Mupfana wakapenga!
If kugarwa nemweya wemufi was a person……???????? thank you mwanaa soul watinyaradzaaaa
Lukko com sauro nao tem muita difetença eu amei a musica
Song iyi inondobata guys lukkoh apa wakagonesa haaaaa ndinewe
Haa sauro amuka pana lukkoh