Dude souljah love sings emotional songs pane 3 masongs ako andakanzwa kuda kuchema n I felt like Sauro is still alive "mapfupa amuka" " mwana wamambo ndimambo" ndeone iyo yandabha buh Thanks for the music bruh ramba wakadaro pliz asakanganwe kuisa So so so, ngwendeza, congering
????
Mahwambi yalla nation to the world
Ha ngwendeza havabatike
You can have the voice young man but the skill ya chibaba ma1. All the best
Usadzore tsvimbo ma fans akugadza umambo
Pedza basa sha
Jean re nike ?
Ramba wakatsika chibaba
Vkanyanya
This guys is madd lyk chigunduru # wakanyanya
Wakaita lukkoh wakatinyaradza marwadzo
Wakanyanya kuita sauro chaiye
Big up dodo,,
Waedza
Haaaa tiripo mafans bro
Wakanyanya dodo wababa dodo usarege ramba wakabata pana Sauro ipapo
You are the great we will not forget soul
Whaaaaat this one nailed it
Big opp
Woow he sounds like chibaba,mapfupa aSauro amuka
Ramba wakadzvanya wangu at least watizorodza
Yeahman he got the voice guys salute ⚡⚡⚡⚡
aaaah
ukaona ukaisa dislike ungoriwo negodo risingabhadhare
Well done wekumusha
Voice wafamba Nemo Nemo bro, but skir rachibaba creative lyrical ma1
Dude souljah love sings emotional songs pane 3 masongs ako andakanzwa kuda kuchema n I felt like Sauro is still alive "mapfupa amuka" " mwana wamambo ndimambo" ndeone iyo yandabha buh Thanks for the music bruh ramba wakadaro pliz asakanganwe kuisa So so so, ngwendeza, congering
can you sing kana ndafa, in memorial of chibabababa