A Zimbabwean wedding for Nhau Kudakwashe and Biza Rutendo on 7 Januaary 2017. morning reception Nyatsime. Afternoon reception Sungano gardens Chitungwiza.
source
A Zimbabwean wedding for Nhau Kudakwashe and Biza Rutendo on 7 Januaary 2017. morning reception Nyatsime. Afternoon reception Sungano gardens Chitungwiza.
source
Ndokugona ka. Saved foerver
Zvanga zvakarongeka
Munoti pasa manyemwe
wow…congrats man
Madzibaba namadzimai makaita zvakanaka .
Makagona
Ndokurongeka ka uku.maGarments anga akaita semukaka.lovely wedding varanda vaTenzi
Komadzibaba Avo vari paside pevane zuda avo kumba panotanga morning reception apo kumashure kweKombi vane mukadzi here coz ndapenyerwa
Tete vakuda vakadziya,vandipa manyawi,infact hama dzemurume idzi dzinozvinakirwa hadzo
I love zvinhu zviri modest , i love vanhu vari decent .God bless your union Ru and Kuda
Kkkkk
Ndakamirawo vangu madzibaba
Tumai Miranda wenyu ishe
Smiling all the way
Ndirimadzimai woo
Kaziwai nemutsa. Neniwo ndiri madzimai izvo ndazvifarira izvo