From the Album “Gwara 2021”.

? Jah Prayzah – Tauchira (Lyrics)
? Comment below your favorite lyric!?
Subscribe here : https://www.youtube.com/channel/UClUf-lxhevvZ_LIfAwdUMZA?sub_confirmation=1

Lyrics :

Tamuka woye tanzwa nemoyo
Tipi tipire tipewo kambo

Basa riye ramakandituma, tauchira (Tauchira)
Tamuka mubati wengoma uchira isu Tauchira (Tauchira)
Ngoma yawabata ichamutsa nyangwe vari mumachira (Tauchira)
Tamire kusvika vabvunza ndiani akutuma (Tauchira)

Tauchira dzinza rangu (tauchira)
Tauchira nyika yangu (tauchira)
Seke mhai woo ndionerei nzira yangu (tauchira)

Tauchira dzinza rangu (tauchira)
Tauchira nyika yangu (tauchira)
Seke mhai woo ndionerei nzira yangu (tauchira)

Famba yee ,famba mama
Ramba uchifamba seunotsika pane ndarama
Famba yee ,famba mama
Ramba uchifamba dakara tasvika Dalisarama (Chukucha)
Famba, famba mama
Ramba uchifamba seunotsika pane ndarama
Famba yee ,famba mama
Ramba uchifamba dakara tasvika Dalisarama (Chukucha)

Tauchira dzinza rangu (tauchira)
Tauchira nyika yangu (tauchira)
Seke mhai woo ndionerei nzira yangu (tauchira)

Tauchira dzinza rangu (tauchira)
Tauchira nyika yangu (tauchira)
Seke mhai woo ndionerei nzira yangu (tauchira)

Chatii gudu gudu chii?
Kuseri kwemusha chii? (mhai yoo)
Toramba takati zii ,tirimo mukati (kune ariko)
Akosora ndiani?
Vambori vangani? (mhai yoo)
Ndazvinzwa ini kuna somebody (Kune ariko)
Achikokota achikokota huchi mumukoko (mhai yoo)
Kuti koso koso kakukosora kacho kesvoto (Kune ariko)

Tauchira mama, Tauchira mama Tauchira

Tauchira dzinza rangu (tauchira)
Tauchira nyika yangu (tauchira)
Seke mhai woo (tauchira)
Ndionerei nzira yangu (tauchira)

Tauchira dzinza rangu (tauchira)
Tauchira nyika yangu (tauchira)
Seke mhai woo (tauchira)
Ndionerei nzira yangu (tauchira)

Basa riye ramakandituma, tauchira (Tauchira)
Tamuka mubati wengoma uchira isu tauchira (Tauchira)
Ngoma yawabata ichamutsa nyangwe vari mumachira (Tauchira)
Tamire kusvika vabvunza ndiani akutuma (Tauchira)

Tauchira dzinza rangu (tauchira)
Tauchira nyika yangu (tauchira)
Seke mhai woo (tauchira)
Ndionerei nzira yangu (tauchira)

Tauchira dzinza rangu (tauchira)
Tauchira nyika yangu (tauchira)
Seke mhai woo (tauchira)
Ndionerei nzira yangu (tauchira)

? Artwork: Unsplash
Submit your music here: oasicstudios@gmail.com

#Jah Prayzah #GwaraAlbum #Tauchira #2021 #Song Lyrics

source